@chris.anopa: Dont ever try it #zimtiktok #zimuk🇬🇧🇿🇼 #zimsatiktok🇿🇼🇿🇦 #fyp #relatable

Chris🫆
Chris🫆
Open In TikTok:
Region: ZW
Wednesday 22 July 2026 14:45:44 GMT
24852
3373
69
1673

Music

Download

Comments

tanaxnith
Tanith_. :
nhai veduwe,🤣🤣🤣kuto expector a lot from me
2026-07-22 15:40:19
112
yourfavgirlmo
yourfavmoira〽️ :
Kana mai vanku vakati ndri nzenza
2026-07-22 19:06:02
49
user3847316207551
userL🤐 :
mupfana wangu apondera mumba hameno anga akatarisepi😂😅😂 zvanyatso Rira kuti dhuu kwakuchema apa ini ndanga ndichinzwa kuda kuseka asi manga Muna momz mamdra ndanosekera mukitchen ini😅
2026-07-22 16:43:35
31
praiyz37
🩵🔷praiyz🩵🔷 :
ndakatombo seka couple yanga ine nhumbi dzakafanana 😂😂
2026-07-22 19:55:26
15
uniece436
uniece ❤️ :
Ini chero kusanditarisa ndinotoputika nekuseka😂
2026-07-23 14:57:14
5
pearlkiddoe
pearlkiddoe :
nhai nhai 🤣🤣kuda kundi exposer pavanhu kut pfungwa adzishandi 😂😂msadaroo
2026-07-23 14:26:26
5
tarie7564
Tarie🌹 :
wedzerai volume ipapo😂😂😂😂
2026-07-22 16:31:57
3
blackrosezw0
black🌚🦋rose🌹zw🇿🇼 :
😂😂hko iwe
2026-07-22 18:57:19
1
kikstariroe
Kim ❤️ :
🤣🤣🤣lm this kinda of friend and l laugh like hyena pamusoro pazvo
2026-07-22 22:48:18
1
panashe337
Jude :
yooooo
2026-07-22 15:40:19
0
missrach95
missrach95 :
Saka tese😂😂
2026-07-22 17:54:32
3
kill4miaaa
Mia💋 :
Pane this game so we play yekuti ‘ndiwe apo’🤣unozongoseka pavanhu
2026-07-23 07:59:29
1
lioness1627
Lioness 🦁 ❤ :
😂😂😂😂hahaha ndino gegedzera
2026-07-22 19:32:40
1
sushyfluffychyna
Perfume maker :
inini handidi lil sis yangu padhuze or kumberi coz anotondiita ndiputike nekuseka 🤣🤣🤣🤣🤣 togona kungoseka munhu anotonzi anotyisa 🤣🤣😂 tongonzwa kuseka kana tiri tese I JUST LOVE HER
2026-07-24 09:34:44
0
rufaro622
Roe💗✨Roe✨💗 :
😅😅😅Ipapa ndrkusekei
2026-07-23 18:17:45
1
moneylykmakaveli
@manlyk makaveli :
kana kuti gogaz vasura pakazara vanhu makuiita serious aaagh🤣🤣 haa ndovhurika
2026-07-23 15:00:42
0
pernnysarah01
pernnysarah :
ini nditori benzi,,,ndinoseka ini😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
2026-07-25 10:44:56
0
eunic0211
thiela :
nhai why are you looking at me munhu adonha😂😂
2026-07-23 18:55:47
0
isla80640
Neshe🌸 :
😂😂😂😂😂 Aaaah nhai
2026-07-23 16:11:31
0
panashe337
Jude :
bro🤣🤣🤣🤣🤣🤣☺️
2026-07-22 15:40:26
0
To see more videos from user @chris.anopa, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About