@apostlespenceribrahim:

commander Ibrahim
commander Ibrahim
Open In TikTok:
Region: ZW
Friday 24 July 2026 08:54:07 GMT
66927
2834
481
329

Music

Download

Comments

chazchaz18
Char :
worst advise ever!!!!
2026-07-24 21:46:30
1
giradoe
user7401722381016 :
Marriage is not for everyone musape vanhu pressure
2026-07-24 22:56:21
4
thatshonagirl
Miss Freyda :
I respectfully disagree….200 likes and am stitching this…
2026-07-24 21:31:21
19
mitchellmutambara3
jemedza rine mapako :
wisdom is in the eye of a man🥰
2026-07-24 16:45:42
1
dee.sokoyashe
Dee Sokoyashe :
tell em
2026-07-24 15:59:14
1
madamraah
madamraah :
musape vanhu pressure nguva yaMwari ndoyakakosha
2026-07-24 09:40:39
103
tariey121
Tariey :
ini ndine mwna ndiri kuchema naye. vanhu ngavasaite vana 😂😂😂
2026-07-24 09:01:20
145
user1996191454381donimta
Doniel :
that's true
2026-07-24 11:55:53
1
just_15_january
just____15january :
kana ndaita mwana ndozodii?
2026-07-24 12:54:03
109
taffy901
Taffy :
Kids are so expensive to be honest
2026-07-25 00:32:51
17
eniah34
Eniah@34 :
Kuzvarira mwana dambudziko tisiyei zvedu
2026-07-24 17:57:36
45
user1743011978494
Lesley Lee :
Dear God our creator, taneta nemashoko aya, sekunge matikoniwa imi Mwari, regereraiwooo wese arikuudzwa kuita mwana asina murume wake, imi Jehovah munoziva ma consequences azvo, taneta Ishe wangu, mutisunungurewooo nezita raJesu, isu hatisi vakadzi vezvikwambo isu, tiri vana venyu tipeiwoooo marriage nezita raJesu tinonamata, Amen.
2026-07-24 23:04:33
28
nyaradzo506
NyaradzoMrewa :
chokwadi chemahara
2026-07-24 09:39:03
27
lord_scott_lee
Scott :
Kana pane arikuda mwana ngaandibate fast
2026-07-24 12:47:13
24
d.wacho
D wacho :
chibaba mamwe ma advice enyu tinotambira bt iyi makuita sei manje 🥺🥺ndomuchengeta sei economy yakaoma kudai🥺🥺
2026-07-24 17:02:38
22
clencyzuze
Manyoni🦅❤️ :
Pamwe zvinotoramba veduweee🥺
2026-07-24 11:17:49
6
michelle_lubinda
MissyAshy :
vana vanodhura veduwe ,musapihwa pressure
2026-07-24 16:39:55
12
jocie00
jocie :
makambonzwa feeling yekukura usina baba here vamwe vachiti daddy vangu??? musafurire vanhu please
2026-07-24 15:36:22
6
this_is_nobue
Trinirii❤️ :
Ini handitomude mwana wacho 😂
2026-07-24 12:52:21
10
evangelistroxyt
Evangelist Roxy t :
kana wadarika 30 years usati waroorwa ahusisiri single, wave album
2026-07-24 18:25:25
9
simbarashesimbar95
KEYS 🔑 :
Always have a child before 25
2026-07-24 11:45:43
25
mpho0756
Mpho :
wacho anoitisa ndopasina
2026-07-24 09:12:02
8
rosegold407
Girlmama❤️ :
30? kwete 35 here baba vangu? ..pa35 ndopangatobata pfungwa iyoyi
2026-07-24 10:54:27
6
To see more videos from user @apostlespenceribrahim, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About