mmmm life yakaoma chokwadi vanhu vari srs isusu tinoshaya vanhu vakadai vachisangana nematsotsi zvakaoma
2026-07-26 17:35:15
14
Welsy :
Ini handiroora munhu asina nhumbu 1-4moths 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
2026-07-26 14:52:33
21
Winnet.mma🥰Pee² :
mmmmm it means makaroora mkadzi akapiwa murume karee ,I'm srry mkoma wanku I feel for u ,may the Lord comfort u and give u the right person pamwe dai makamupiwa hazvainomira mushe kumberi ,Hanzi kuipa kwezvimwe kunaka kwezvimwe nerimwe Syd tendai Mwari akakunzvengesai.
2026-07-26 18:51:12
8
c nyuke :
Pane wawakaita heart break chete akachema Mwari havakupi zvakada pasina chawatadza. Chero ukasadzorerwa Mari yako back
2026-07-26 17:22:11
10
@papa_bliss :
Painful 💔
2026-07-26 12:11:13
6
To see more videos from user @tadiwadavoice35, please go to the Tikwm
homepage.