If u want to build your relationship siyana nekuterera ma motivational speakers varipakutsvaga Mari Ava social media yauraya zvakawanda lol 😂
2026-09-02 18:26:29
6
SIMBARAMWARI 🤞🏽👍🏽🤲🏼 :
Chiii chaunoona cx i think zvooneka kune munhu asingashande chete cx anoshanda hapana chaunoona cx dat person did hv a poor communication so i dont knw if zviri izvo zvamoreva cx i guess ure saying from a level yemarovha not munhu anoshanda who got responsibilities
2026-07-29 12:39:30
5
WaMambo💫 :
ini handidi musikana wandotaura naye everyday. kana tisiri busy ngatitaureo ka 1 pa week
2026-07-28 20:37:37
15
Akalinda wenyu :
shuwa ini ndakatobuda ndega hangu
2026-07-27 14:38:12
19
Joshua moyo :
ndosituation yandiri now now
2026-07-29 16:51:40
20
suebae123 :
titende eeeeeee regai nditobude zvichaka😂😂naka
2026-07-27 21:05:21
23
Eve Eden :
anoreplier after hrs apa anenge Ari online,wotozomuona Live paTikTok,ahhh wotozoona atovata asina kukupindira ,ozomumhoresa mangwana🙌🙌🙌🙌