Nebuchadnezzar changed to an animal in Daniel 4:33
2026-07-29 15:38:44
0
Kiarah Roady :
intresting wise man
2026-07-29 18:06:04
0
Bagooza Elegantman :
yaeh True
we are behind
2026-07-29 11:06:28
0
#ᵀʰᵉᶜʰᵒᵒˢᵉⁿᵒⁿᵉ :
Regai tinzwe Zva commander hatingodarika
2026-07-29 17:15:52
0
assassin 49 :
amen
2026-07-29 11:01:11
0
user1088530611122 :
Yaa zviriko izvi
2026-07-29 12:18:02
0
mtkilimanjaro :
ndanzwisisa
2026-07-29 12:10:02
0
Lieutenant Ray Nyasha :
nyaya yamurikutaura inoitika..pane minhu wandinoziva akatema kitsi ne rekeni and on the morning bro yake yakapihwa notice na landlord wacho she was bitter
2026-07-29 11:10:05
0
Tanaka :
amen🙏
2026-07-29 11:00:31
0
Austin :
ndinemiipapo
2026-07-29 12:18:38
0
Mandlovu💞 :
Amen ,takazvinzwa
2026-07-29 12:43:59
0
Kiarah Roady :
monitoring spirits shuwa vanhu vaya
2026-07-29 18:07:13
0
Calysta Dude :
ini ndakambotambudzwa nemapete mumba but ndakazotenga mushonga tikawirirana mumba kuti tosprayer mangwana acho takazoshamiswa mangwana acho pasina kana bete mumba kushaya kuti aenda kupi kuita seakanzwa kuti tinoda kusprayer
2026-07-29 13:49:35
0
Marcus :
I myself so something running on four legs trying to cross the road so ndakascreamer taxi driver akati chii but then chakangochinja kuita paper bag raitorwa nemhepo .driver akati mavhuneuka plastic
2026-07-29 12:46:35
0
New Generation Ministries :
zvauri kutaura yes it's true varoyi vanokwanisa kuchinja munhu kuita kitsi.But pakuti munhu atinoshaya afa anogona atori katsj ....biblically hazviko if u read about deaths, kuti munhu akafa anoita sey etc etc n life after death
ASI KANA KURIFUNGA KWENYAMA URI RIGHT ..ZVIri right
😂😂
ini ndaitombofungawo kuti kana Mwari akasika zvisikwa zvose .Ko iye akasikwa nani🥰....
Ndchiri mudiki ndaifunga semwana < rrko verse mubhaibheri rinodaro,mongozotsvgawo
2026-07-29 11:17:55
0
Gidza :
zvriko rimwe gore asekuru vangu vakatuka Zizi richichema vakaporsa vafa nekurwana ndandrimudikizvangu hazivi Kuti vakazoporera kupi asi vakarwa zvekudaro