@pstrtchitifa: Ahoyi ma comrades ari musaga,zvidzokono mhini ,kudyirwa kuseri kwemba se sugar yekuba🤣#zimdiaspora🇬🇧🇿🇼 #zimcanada🇿🇼🇨🇦 #zimsouthafrican🇿🇼🇿🇦 #fypシ゚viral #zimuk🇬🇧🇿🇼tiktok

Pstr T. Chitifa
Pstr T. Chitifa
Open In TikTok:
Region: GB
Wednesday 29 July 2026 21:23:12 GMT
270722
27374
1492
3267

Music

Download

Comments

gokwequeen1
Gokwe Queen :
ini ndakanzi usaudze vanhu kuti todanana nekuti vanhu vanemakuhwa
2026-07-30 09:12:05
224
normannyirenda203
Nodza nodza :
mukoma makatumwa kuzotaura sure
2026-07-29 21:38:52
117
rhoda527
Rhoda Chidyamudungwe :
😭😭😭 upenyu wangu right now ndiri kutorwadziwa now
2026-07-30 08:57:45
124
kurren.kashesha
kurren kashesha :
6years in relationship no kuziva kana hama dzake kana 1
2026-07-31 21:29:23
55
kittybae36
Ghost 👻 :
guys l have received my salary now water is testless
2026-07-30 07:17:01
27
hellenncube402
Hellen Ncube :
afarira nhoroondo siya like
2026-08-03 17:07:19
38
rosemarynedombwe1
Rosalia :
at least this time ndakavana arikudadaneni. not mu relationship yandakasiya anga arima1
2026-07-31 21:48:35
8
user1711618148652
user1711618148652 :
ini ndakanzi she's my sister apa vanhu varimurudo wena l was hurt
2026-07-30 06:45:22
34
tsikaz90
tsikaz :
Hmmm yeah ndachema zvangu 😏
2026-07-30 04:28:31
17
master.designer07
Master designer :
ndoitawo zvekukumbira malikes ku account kwangu 🥰🥰🥰
2026-07-31 21:49:02
11
ndakazivachidakwa
Ndaka :
Takadzidza too late. Asi maita basa 🔥
2026-07-30 07:38:48
45
pee1cal
clothes *** Ambassador :
im Virgin
2026-08-04 07:30:22
5
tatendatakundwa55
Tatenda Tee :
chokwadi chemahara dai Mwari vatipawo vanhu vasinganyare nesu
2026-08-04 02:48:21
6
clarencegondongwe
Clearance Gondongwe :
my situation right now
2026-07-31 17:49:31
6
mambano689
mambano Special 🫶 :
aummm naked truth 👌
2026-07-30 05:46:00
12
nattiefai
##Nattiefair we Inuka## :
iiiioio🙌🙌🙌 naked truth
2026-08-02 08:18:24
5
user34054677886190
[email protected] :
zvakaoma rudo izita remunhu ☺️☺️☺️
2026-07-30 05:42:53
10
kumbiraikarova
kue♥️♥️ :
chokwadi chemahara
2026-07-30 08:50:36
5
mamoyospecial082
Mamoyo special :
uuummm Mwari ndiratidzeiwo vanondida nemoyo wese kuitiswa taneta
2026-07-30 15:38:11
11
blessingantonio72
Chief :
MaCamera man/ woman, let's gather here
2026-07-31 09:16:08
8
shumbakadzi73
paxi :
So powerful brother, thank you
2026-07-30 05:43:11
6
tarirousumanimoyenda
hopetarirousuman :
Baba munogona mune chipo 🤝 chokwadi ichocho
2026-07-30 07:00:02
6
tinotendasagondol
Tynoe :
thank you for advice
2026-08-03 08:58:27
2
user6858035207374
Bridgette :
Amen and Amen
2026-08-22 19:55:12
3
decide9212
Deof eliah :
uyu is the speaker of the truth always, God bless you
2026-09-27 06:53:55
2
To see more videos from user @pstrtchitifa, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About