@ashleyrcs: Yadeuka yadeuka #zimtiktokers🇿🇼🇿🇼🇿🇼 #videowithlyrcs🇿🇼 #ashleyrcs🇿🇼 #moreviews #goviral @King alfa aka kadiki

🖤Ashleyrcs🇿🇼
🖤Ashleyrcs🇿🇼
Open In TikTok:
Region: LT
Thursday 30 July 2026 06:06:13 GMT
317192
29679
619
643

Music

Download

Comments

prettymuchemei
prettymuchemei :
mwana zvake asi anotoimba zvino maker sense kudarika vamwe vanhu vakuru😇
2026-07-30 13:55:44
557
user50908685245
X :
Uyu anoimba zvine musro kutodarik the like of madedido,silent killer. Kikki badass, hwinza, ndunge
2026-07-30 20:51:57
258
officalthaman
Football update :
better than hulengende
2026-08-07 12:36:01
87
mamoe_mamoyo
Mamoe_Mamoyo Dewa Moyo :
Apa kanogona kuchikoro futi he’s a full package 🥰🥰
2026-07-31 05:54:40
126
princexx.ss_lament.x
P👅😭 :
Problem azoita mwana mudikisa mhani mwana uyu 😭🔥❤️
2026-08-04 09:44:05
49
azcoo0
Voltz JT 🇿🇼 :
kadiki ane ma lines mahombe🔥💯
2026-08-01 12:08:32
55
stockerthairdresser
takudzwamukonda hairdresser :
name of the song please
2026-07-31 09:25:33
9
jina.4life
Jina.4life🇿🇼 :
🔥🔥🔥king Alfaaa💯
2026-07-30 08:04:09
58
user5941281881555
user :
Ndakazongobuda sa katero (Vybez Kartel)
2026-08-01 11:11:34
36
sharleen582
Sharleen ❤️🤎🌸 :
Another killert is growing there 💃💃
2026-08-10 07:02:24
19
tynie21
❤️‍🔥Tiwà🔥 :
Uyu anogona mhani🥰🥰🥰
2026-07-30 13:56:57
24
firelady090
Ruth Takudzwa :
song inhaka mhani 🔥🔥🔥
2026-07-30 14:11:19
6
panashemafirenyik
Panashe Mafirenyika :
kune vese vaskana varikuti kadiki i type yangu ibvai pa zvinhu zve vanhu ndakatomuchengetera mwana wangu ane 5 months please handidi zvepamuromo
2026-08-03 21:18:56
16
lins8040
Lins :
song iyi ndairidza kubva kubasa kusvika kumba iripa repeat till now ikungorira haaa ma1 aya
2026-07-30 15:52:21
26
tanakctsdp8
Timmy ❤️✨ :
Hanzi kunakirwa ne song kusvika pakunhanzva ma speaker 😂👌
2026-08-12 14:37:18
7
proggy0gmail.com
proggy FC☠️🇿🇼🇿🇼🇿🇼 :
mupfanha uyu ane Talent yakaipa
2026-08-11 14:16:00
6
thabongwenya2000
Łac⭕️stè King👑 :
As Ndebele guy ngithi umfana yingozi big up boi💪💪
2026-08-15 08:02:24
6
alton7071
Alton :
unogona
2026-07-30 14:06:07
2
ottiliamaponga596
Ottilia Maponga :
l Love this song
2026-08-01 13:28:34
1
bhonzorezondomusic
Bhonzo Rezondo music :
mukoma vangu dhadza vanoita zvema phone
2026-08-01 14:42:13
1
xcool87
Delanso99 :
yadeuka yadeuka
2026-08-01 07:59:58
1
www.tiktok.kevin03
Kevin mk🇿🇼 :
Kanofunga ka mupfanha i agree ✅
2026-08-01 16:58:18
3
To see more videos from user @ashleyrcs, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About