@crimefocus..4: Bus Rekwa Munenzwa rakazoita tsaona mushure mokudzikisa mumwe mudzimai aideedzera kuti iona rufu vakamuti arikupenga vakamuzvuzvurudza kumukanda panze. Tingati aipenga here or airatidzwa?. Restinpeace. #CrimeFocusZimbabwe #PreventProtectPrevail #CommunitySafety

CRIME FOCUS
CRIME FOCUS
Open In TikTok:
Region: GB
Friday 31 July 2026 13:46:25 GMT
56790
1588
192
225

Music

Download

Comments

gracemundondwa
Nyasha Washe :
camera man failed us
2026-08-01 10:34:19
1
mumshallo
mumTinoe :
ummmmm ana mwari wake mukadzi uyu
2026-07-31 17:59:53
185
runashesconfectionery
Runashe's confectionery :
some time back ndir mubolt cutter tichienda Zambian soon after karoi ndakarota tichitevera nezvinhu l woke asked conductor to stop music he did in a nice way ndikataura zvandairota vanhu tikanamata about 10_15km b4 chirundu bus rakaramba kuchinja magear and it stopped pakat peroad and it was mid-night everyone was safe sometimes approach yakakosha and iyewo aka panicker coz zvaunenge uchiona zvakaoma uye zvinotyisa
2026-07-31 19:40:12
73
eve_schalke.04
Eve :
izvezv ndikangot ndikuona rufu chero pasina chandaona pachadzikiwa ndati chero driver vachadzika
2026-07-31 19:13:34
91
matiko.general
Matiko General :
Handizive kuti vanhu vanozoda Mwari akaitasei
2026-07-31 16:04:17
169
tanatswajmandishe
𝚜𝚑𝚒𝚜𝚑𝚒𝚝𝚘 :
nomatter what u can't run from death
2026-07-31 20:21:44
28
rvm3125
Robie V. M :
So after this,,, pane wandanzwa achiti ngaabude panze,, wat dd he say afterwards
2026-08-01 03:07:02
17
politemandaza68
Popoe🌹❤️ :
kushora too much vanhu why😳
2026-07-31 18:40:10
43
kumashuliswe
REAL LIFE :
Thomas
2026-08-01 13:41:49
0
ahli83041
Ahli :
today that lady is safe and happy
2026-08-01 06:33:58
1
user_prophetess_getty
Prophetess G :
You need to listen and obey the instruction that's how you escape. May the Lord give us understanding
2026-08-01 12:06:04
7
manofvalor13
IGSM :
anga aona horror sure
2026-07-31 20:54:33
1
user7973455479072
itss_claire🌚 :
ini ndaidzika naye zvirinani kuzonzwa kuti ainyepa panekusara ndirimo
2026-08-01 11:21:46
26
user1992382108297
man of victory :
its sad
2026-07-31 20:32:19
0
munyaradzi.chirin
Wezhira :
Vanhu vatema kushora too much
2026-08-01 05:29:47
11
luumia1
Luumia :
hiiiii aitoona rufu zveshuwa
2026-07-31 17:13:27
18
simbielove01
simbielove :
and you ignore such a serious warning
2026-07-31 20:20:14
10
thoe34
cookie❤️ :
she was heaven sent but pple did not believe it
2026-08-01 05:57:29
13
nonoe1572
nonoe :
vakaudzwa vakasatererera mwari anouya nenzira dzakasiyana honai
2026-07-31 19:10:25
17
user985436789606
celin :
mwari vanotaura but tinoshora munhu
2026-07-31 18:08:48
9
user7005716559385
user7005716559385 :
musashora vanhu
2026-07-31 18:13:05
6
nanathewildberry
NANA🤎 :
Iiiii if this is true ka anooneswa ndokunonzi kuponeswa
2026-07-31 16:25:13
7
kimmmk7
KimmmKay :
munhu iyeye was supposed to say ngatinamatei not to just start shouting “Rufu Rufu!”
2026-08-01 13:48:34
0
teejay_21
Teejay_zw :
Ndinonzi Tembo ndinoitawo zvekuma mine
2026-08-01 09:07:48
4
cedielloyd
Cedie Lloyd :
chokwadi chekudenga chinorwisa shame😭
2026-08-01 03:48:58
6
To see more videos from user @crimefocus..4, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About