ndiri mukoma wa Arthur, Mainini vandifonera hanzi Arthur haasi kusvika nemari kumba vana vakufa nenzara
2026-08-02 08:38:16
1
Sweetheart 💓 :
ko Mwari vakati here imi varume bvisai humhandara vevana mosiya zvaMwari hamusi kuzvigona as man kana udingade kuroora munhu usarare naye it's even a curse to a man
2026-08-02 07:59:16
0
Bajie :
😆😆😆 shoko rinobaya
2026-08-02 05:51:34
2
carloschidongo :
zvoreva kuti shoko raMwari riri kukurudzira kuroorwa kwemhandara not kwevakaborwa kare kkkkkkk
2026-08-02 07:59:15
1
Moyo :
naro shoko hama
2026-08-02 06:10:04
1
Isaac Anselino :
fambai nayo baba
munebasa panyaya iyi
2026-08-02 06:29:43
1
RAGHAV@263 :
ndakuvhotera chindivhoterawo
2026-08-02 07:02:41
0
Elley 💜💞💜Gram :
Amen taikura tichizvidzidziswa izvi kuti unorara nemurume wako chete kana waroorwa not out side marriage hupombwe
2026-08-02 08:18:33
0
Vandamme✌️ :
endai kuvakorinde kana makutodzoka ku old testament ma1