Marriage inotodzidzwa inotori subject hombe after school and degrees,and irikufoirwa nekuda kwekuti haisi kudzidzwa.
Proverbs 24:3-4 NASB1995
[3] By wisdom a house is built, And by understanding it is established; [4] And by knowledge the rooms are filled With all precious and pleasant riches.
2026-08-02 16:24:04
1
Zandile :
let me follow you ndidzidze
2026-08-02 14:55:35
0
Mr Nice HKD👌 :
You gained a follower bro🔥
2026-08-02 16:48:28
0
Olie :
Big Amen
2026-08-02 10:16:37
0
febbie🇿🇼🇿🇦🇿🇲 :
Well said
2026-08-02 11:51:55
0
usertee Njodzi :
you gain a follower
2026-08-02 15:24:13
0
mamajayndlovukazi :
ini zvangu mu 16yrs yangu ye mereji,, ndakadzidza kuti marriage is work, work on yourself work on your partner, work on wisdom, work on tutsanana, saka kana usingade kushanda gara wagara kunze,,nekuti mereji ibasa.. haisi netflix n popcorn kubasa kunoshandwa chaiko😅
2026-08-02 12:28:51
6
Throttle :
Hapana kana musikana 1 mu comment section kkkk havadi kuudzwa chokwadi vanhu vacho
2026-08-02 07:41:39
3
mai tino :
well said.this is true 👏👏👏
2026-08-02 06:26:35
1
Matema Bookshop :
True
2026-08-02 16:05:41
0
Leigh :
kkkk icho chi hanzvadzi chedu chato assumer kuti hatina submission kkkk hai
Ini hangu nyangwe mukatii mukoma munhu do not try to fit pausingakwani ,be yourself
2026-08-02 12:03:16
0
Nothing serious 😀 :
Mwari ngaatiitirei nyasha Mwari achitibatitsira
2026-08-02 06:32:12
1
Zacks :
2026-08-02 13:39:01
0
Gelly13 :
thanx mkoma mataura chokwadi.asi ini mmmmm hazvisi zvangu izvi
2026-08-02 16:45:10
0
Proudly AFM🥰 :
thank you brother 🙏
2026-08-02 06:49:18
0
Tazii☘️ :
ha inini wangu ndichamufadza
2026-08-02 15:39:58
1
mcb065170 :
amen🙌
2026-08-02 11:51:15
0
meme :
amen amen
2026-08-02 10:21:35
0
mai lee :
mukoma submission comes from the love we are getting from men
2026-08-02 17:15:39
0
majimbapaul :
yaaa i comment dzevanhu vanonga vakakundikana bro Saka vanonga vaka tsamwa vasiri kuda kuita ma correction
2026-08-02 06:19:07
0
Joseph Makina ngwambi murapi :
amen
2026-08-02 09:56:02
0
real doctor :
haa bro mataura idi ndoshuwa murambe makadzvanya ipapo cz now world yashata imagine munhu uyu arikunyora comment iyi achatozova tete veimwe generation chii chaanodzidzisa
2026-08-02 11:16:46
0
previous Mazvidza :
✍️💪💪💪🙏🙏🙏🙏
2026-08-02 11:07:25
0
crushev :
☺️
2026-08-02 07:32:08
0
To see more videos from user @theophilusmudangwe, please go to the Tikwm
homepage.