Amen ini ndayigara pabasa boss vangu vakava neparty pagowuya hama dzake payi bikiwa kuchisukiwa zvakawanda zvayitiwa.Apa riri zuva rangu re off asi andina kutsamwa ndakasvera ndakamira ndayingo sekerera chete kkkk.Ndakango wona mari dzakubuda muvanhu ndakupiwa hanzi ende sisi mune moyo waka naka ari umwe ayitsamwa kuti kuri kuwuya vayenzi asi iwe waratidza rudo urambe wakadaro .ini handayito ziva kuti izuva rangu remari musi iwoyo Mwari vakanaka veduwe 🙏
2026-08-08 00:06:39
29
Naque🙈💝 :
ndatsiurika aaah
2026-08-04 04:16:36
22
Nyasha :
True someone told me and it helped me.
2026-09-08 22:07:41
1
Nyasha Konde :
Man of wisdom
2026-08-03 11:56:58
3
Rachael Roke :
Mmmmmm. ndiyani angazive remangwana kana asiri Jehovah