@kbmurondah: Hi mukoma KB,My name is Vybz T, I did a song inonzi Mashurugwi naMicky Black. Day before recording ndakamubvunza kt akuda how much for a collabo akanditi ndimupe $50, then takataura na Natasha Muz kt apinde fyt pa song so vese takavapa mari dzavaida then tobva tanonoita song na Major Terro tikamupa mari, so maDays akabuda song pakati pavo hpna kana akamboposter ndakakupusha ndega song kusvika yaGainer 400k View Ku YouTube the 200k+ ma Tiktok Challenges, mukomana ndopaakatanga kuda Kupusha kt vanhu vazvizive kt ari powo pa song, So Yesterday ndakafonerwa neaizviti manager waMicky black vakati tipeiwo mari yedu yamakatora ku YouTube pama Views eMashurugwi so ndakangomuudza kt Handina kuwana mari cz my YouTube Channel yakazo Moneytizer after song yatone maStraeams kudhara so I gained less that $30 on that song ku YouTube, Saka They Decided ku Striker copyright 😭😭😭 #vybzt #mickyblackmusic #holyten #kbmurondah #zimtiktokers🇿🇼🇿🇼🇿🇼

KB Murondah
KB Murondah
Open In TikTok:
Region: ZA
Monday 03 August 2026 07:38:45 GMT
27144
887
59
11

Music

Download

Comments

nattiejaychikoz
nattiejaychikoz :
Nhaimi isong yaVybz T
2026-08-06 06:17:46
0
artwellgombe7
artwell :
ndoitawo zveku supporter holyten
2026-08-03 08:01:08
48
mrs_vybz_t
🎧Mrs Vybz T🟣 :
Mickyblack warwara isong ykoo her asi unongo i perform wani Ndeya koo her uyoo anoda kurohwa benzi
2026-08-03 07:42:59
53
typicalloner___
🧸🤎𝓙 𝓾 𝓵 𝔂 ᥫ᭡. :
You guyss vane tuma username twekuti hee ndiri chakati cha Authur….MUNONDISVAVIRA😭🙌jealous down
2026-08-03 09:10:16
45
tadhexmagetsi
Tadhex magetsi_official :
vybz t inherera mu industry zvesure
2026-08-03 17:21:19
6
nyamayaro79
Nyamayaro :
2026-08-03 08:07:09
7
mambokadziweushingi
Lady of Valour (Proverb 31:10) :
Hey I'm m marriage but ndikuda kuita girlfriend ya Arthur
2026-08-03 10:37:00
4
lilg601
@lilg601 :
sir wickneil to the world 🌎
2026-08-03 11:37:40
1
tash00039
T@$H 39 :
Ndonzii Tash ndoitawo zveku supporter Chelsea
2026-08-03 08:10:30
2
user18394749452207
T, Lorraine 💕💕 :
mundidxosewo pnoo
2026-08-03 07:53:39
6
gotta_luv_tunex
K_Tunex_zw🇿🇼🇨🇩 :
Siyanai naHolyten amana
2026-08-03 11:27:53
4
shonaslademusic
Shona Slade music :
Itiravo vamwe zvakanaka kuty uitirwevo zvakanaka
2026-08-03 17:03:20
1
ome1466
Boss vaArhur :
hie ndini boss vaArthur
2026-08-03 07:46:00
2
10holyghost10
papaswenyo :
saka holy arikukwana papi?
2026-08-03 16:21:08
0
tanyaradzwanashe3
Tanyaradzwanashe Tanaka :
ndirikukumbirawo kuita march to march yema hwisiri purizi purizi tanzwa ne chicken
2026-08-04 11:45:39
0
arthurfamily223
SEKURU WA ARTHUR WEKUTAMBIRA💰 :
muzukuru wangu Arthur atambira nhs 🥰🥰🥰
2026-08-03 07:50:18
1
suspect09..3
Sir lero zw✝️ :
Amama
2026-08-03 07:52:35
0
unclechristar9ine
christar✨️9ine :
anobata comment yangu ndiye wandirikuda kuona
2026-08-03 11:03:45
3
betto.vybz
Betto Vybz🎧🎤🎸🎻🔥 :
hie ndonzi Betto Arthur haana kana cent anonepa mukanzwa qchiti atambira
2026-08-04 20:53:01
0
bigtynoofficial
Big Tyno👍 :
Its sad
2026-08-04 20:48:30
0
user6741883147556
Tyrel :
vybz t akapusha ngoma ega haisi nyaya tinewe yutman
2026-08-04 15:01:00
1
zim_revenue_authority
ZIMRA :
but ngoma ihombe zvaro riya ndachema zvangu🙌🙌🙌😂😂
2026-08-04 13:28:50
0
lousnkomo_zw1w8
Louis Nkomo_ZW :
ndonzi louis nkomo ndine problem yekuti ndikarara nemusikana anobva awana basa
2026-08-04 10:56:01
0
To see more videos from user @kbmurondah, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About