@bayero.media.bu: Family start #ApostleChiwenga #Zimtiktok #Zimcomedy #fyp

Bayero Media
Bayero Media
Open In TikTok:
Region: GB
Tuesday 04 August 2026 11:01:00 GMT
176859
7792
999
1074

Music

Download

Comments

chef_machuma
chef_machuma :
Apostle vanoshora another human being like that.?
2026-08-05 07:30:35
6
winniemarimo1
Winnie marimo :
ma single hatina mufaro ne murume uyu
2026-08-04 11:21:28
384
linfordmchiwaraid
Linford M Chiwaraidze :
who else consider Chiwenga as a comedian not a pastor
2026-08-04 16:43:44
32
leeroymutawu
@leeroymutawu :
The problem about facts is they are stubborn
2026-08-04 18:20:07
30
spencertambarz
Dr. Legend :
munhu ane rough uyu 🤣🤣🤣🤣
2026-08-04 13:11:28
151
theestarlion
Firefly🦋 :
Izvi hazvitaurwe nemunhu wa pastor Izvi
2026-08-05 14:27:09
18
manjenjenje435
manjenjenje :
chero ndikatenga hembe mubhero kwandiri itori new one
2026-08-04 17:11:24
71
africanaffairsexplained
African Affairs Explained :
Even 1 mwana😂 thy all joining 😂mina l cant take even mahara
2026-08-05 05:59:45
1
linda.chinyani5
Linda chinyani :
Saka munhu haacharoorwa muri rough baba imi
2026-08-05 06:17:04
17
drmusaofficial
Dr Musa :
He mastered the art of violence 😂😂
2026-08-04 15:54:17
3
cleebae
Cleoline :
saka vanhu vanevana havacharoorwe hre z😳
2026-08-04 14:11:28
11
mehlulimanzini
the_art :
hie guys..Arthur abirwa pay yese
2026-08-04 15:38:19
2
user5020184481584
Chocolate Yoyo :
Problem munomusekerera😅😅
2026-08-05 14:44:52
9
mosesvelem
velem :
Zvagara tym yaJesu,, that's why vakamurovera pamuchinjikwa, coz vaivenga chokwadi,, so zvagara chokwadi chinotsamwisa
2026-08-05 05:27:17
6
nomattermoyo430
Nomatter Moyo :
baba Ava Mukti dzirimo
2026-08-04 15:43:39
11
fadzai.hersta
Fadzai hersta :
mopenga baba imi
2026-08-04 12:12:40
6
vianryanofficial
Ryan :
ukutsvaga comment yani
2026-08-04 17:06:07
15
pardonliones591
Shumba the liones :
kkkkkk hoyoooo haaaa piwai drink kwamuri ndouya ndobhadhara
2026-08-04 12:03:43
27
micaiah089
dr chavez :
Pamberi neZanu PF ✊🇿🇼🇿🇼
2026-08-04 11:46:59
10
user7959355754147
Nomore :
chero ndkatenga hembe yemubhero ndnenge ndatotenga hembe itsva munhu wamwari ,,,titende
2026-08-05 09:59:05
10
steemanjey05
Stiman🐘🐘 :
😂😂😂😂😂😂😂😂😂haaa ndaseka kusvika ndazingwa basa byee guyz
2026-08-04 12:16:25
5
mhamhimho
Mumu :
Nhasi ndazoseka hangu,aaaaah,nditori divorced ndinevana 3 but ndakaramba zvokunonzi mukadzi munyowai ini ndiri chiUsed,zitye kkkkkkkregai ndigare hangu kuMan City zvekuLiverpool zvikandinetse kkkkkk
2026-08-04 18:28:38
14
To see more videos from user @bayero.media.bu, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About