iyi song yakaimbiwa zvinonakidza pachokwadi chaipo but my mqin worry is part yakaimbiwa na prophet is too short
I thnk it was better prophet vaingoimba havo yose
but we'll done prophet and pastor bande
2026-08-06 12:35:58
2
Lady Boss :
pane zvimwe zvinorema unotadza kana kuudza vanhu ummmm
2026-08-05 19:31:01
9
Ropafadzo Nyarugwe :
Ini marriage yangu munhu vamwari kutonetsa zvayo
2026-08-07 18:16:22
4
Tadiwa Sibanda :
amen nenivo ndorwadziwa mwana Ave ne7 years haasi kukwanisa kutaura zvakanaka ndokumbirawo kubatsirwa baba