@kvamuvavarirwa: Mudzimwe culture, Vana vevakwasha ndivo vanotagara hushe hwasekuru.. the reason why ....explained more #chivanhuchedu #sad #nwrß

kvamuvavarirwa
kvamuvavarirwa
Open In TikTok:
Region: ZW
Saturday 08 August 2026 19:37:17 GMT
27347
584
45
92

Music

Download

Comments

msrue2
msrue2 :
Very true
2026-08-09 21:22:39
0
user8433784136077
user8433784136077 :
kkkk haaa tese we can relate
2026-08-09 14:24:05
1
nobuhlevee0
Mampoe 🧘‍♀️ :
reason
2026-08-09 13:28:05
3
fayto1994
fayto1994 :
Tonga culture
2026-08-09 13:22:27
0
jomo.c
jomo c. :
Kumusha kwa mai vangu resoect yacho ndotozoti chiregai kudaro kwana Mhamha ndizvo
2026-08-09 14:00:14
4
mhamhamicha
mhamha micha :
why vevasikana muchiti ndivo
2026-08-09 13:42:14
4
user7772082935851
user7772082935851 :
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 ndaseka
2026-08-09 16:20:02
0
epurewu
Aprilbae we kwaMutare :
Ini handitodiwi mheno ndakavatadzirei
2026-08-09 18:11:32
1
mainane00
nene :
Kkkk
2026-08-09 15:26:56
0
user4584562871426
Tafadzwa Loveness Nyahwa :
Muzukuru iweka
2026-08-09 06:24:14
2
auntiebee52
anubtibee :
haaaaa isu kwababa todiwa zvekudaro. thank you God nekutipa partenal relatives dzine moyo
2026-08-10 04:49:11
0
sokostinaaaa
rangariraimirriam@gmai :
kkkkkkkkkkk kwaaaa yes yes
2026-08-09 15:11:18
0
kasonde.bee
MaiG.Hudson :
Chokwadi 😁😁😁
2026-08-09 13:39:33
0
zivakwawakabva5
zivakwawakabva5 :
iweka kkk
2026-08-09 06:30:25
0
zazah9056
zazah-90 :
reason is because varoora vanenge vakavengwa chete,hapana pachadiwa mwana wemunhu akavengwa
2026-08-09 13:32:24
3
cecilthe1
Cecil The One 🦓SAMAITA🦓 :
Vana vevakomana havasi vazukuru, vana vepo.
2026-08-09 14:42:10
1
seymour175
seymour175 :
chinozezesa ichi chopisa ma doubts
2026-08-09 05:52:22
2
mejurygwatinyanya
Mejury Gwatinyanya :
ko handiti anoita vana mukadzi zvakango fanana
2026-08-10 11:27:11
0
nijinajo
Niji Najo :
vazukuru vevanasikana ndivo vanonzi vazukuru vevanakoma havasi vazukuru vatori vana vemumusha asi vazukuru vevanasikana vanoremekedzwa mushure mekunge baba vavo vakapedza kuroora
2026-08-09 17:44:13
0
user6704560237903
user6704560237903 :
Ndakazvitaura kwedu kuti isu tisu chaivo chaivo nokuti vevakomana hatina humbowo hwakakwana vana mbuya vangu vakatsana
2026-08-10 11:02:50
0
lifeguardswimcoach
Coach Levi The Lifeguard🇿🇼 :
hanzi ukuda kurohwa kkkkk. unotamba ne chokwadi zvisiri izvo kkkk
2026-08-09 17:18:31
0
mavhundusedefinat
mwana vaMasiziva :
its because wevakwasha ndivo vazukuru chaivo vaito zverango zvevazukuru mumusha,vevakomana ndivo varidzi vepo,vangori madzibaba mudzinza mavo,kana voita zvirango vanomirira madzibaba avo sana samusha kwete sevazukuru
2026-08-09 17:23:57
0
cosmasushe21gmail.com
Cosmas Ushe :
chokwadi chisinga putse ukama 😂😂😂
2026-08-09 17:16:00
0
amglobal_official
Anté Meridiem Group :
apgh lol🤣🤣🤣🤣
2026-08-08 20:33:30
0
To see more videos from user @kvamuvavarirwa, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About