Sir Paddy Furniture zim :
Isaiah | Isaya
Shona
41:9 iwe wandakatora kumigomo yenyika, ndikakudana kumakona ayo, ndikati kwauri, `Uri muranda wangu, ndakakusanangura, handina kukurasha.'
Shona
41:10 Usatya, nokuti ndinewe; usavhunduka, nokuti ndiri Mwari wako; ndichakusimbisa, zvirokwazvo, ndichakubatsira; zvirokwazvo, ndichakutsigira noruoko rwangu rworudyi rune simba.
Shona
41:11 Tarira, vose vanokutsamwira, vachanyadziswa vave nenyadzi; vanokakavara newe vachava sechinhu chisipo, vachaparara.
2026-08-11 19:51:57