@thejugdeapostlepmarozva:

The Judge
The Judge
Open In TikTok:
Region: GB
Sunday 09 August 2026 13:32:52 GMT
75321
4674
423
298

Music

Download

Comments

tenzi.stephanie
Tenzi Stephanie :
please I want to become a prophet how much is school fees
2026-08-10 09:52:59
18
asante.sana3
Asante Sana :
so pa 2 minutes 16 seconds dzapera ava varume ava vachitaura ko result yekurira kwavo nendimi yabatsira ungano yaMwari iriapo here? azvina zvazvinotibatsira kupedza nguva vanhu vachitaura ndimi voga vapedza vonyarara , kana vanhu vasina zvekutaura ngavanyarare shoko rafambirwa nevanhu riparidzwe vanhu vazive Mwari nokururama
2026-08-09 19:25:41
13
ancubes4
a.ncubes :
andis kuramba hangu kut ndim dzodiwa asii vamwe vedu makutaura dzisina zvadzikureva (2) nguwa yekunamata atisina muchingorova mapambrrrik ....ngatityei mwari hama
2026-08-09 20:38:08
26
strike220
Strike :
ndimi dzenhema
2026-08-10 07:41:02
8
mamarye35
MamaRye35 :
Ndimi idzodzi dzinotodiwa muchurch ye postori kuti ifambire mberi,dzikatoshaikwa Hazvitambiriki
2026-08-10 11:32:06
13
mime2468
mime2468 :
I'm not a Zimbabwe,but church iyi iriko here
2026-08-23 02:58:02
1
baba.mutumwa
Baba Mutumwa :
ndimi ndiri kunzwa Mugodhi asi zvipfeko zvandirasa saka ndevapi ava
2026-08-14 05:46:47
4
mcchinoz16
Gina :
1over 9 161616 the Rome que the angel to brret a Master manicai rera amen amen kutenda kwako kuchakuponesa ishe wangu nashe
2026-08-09 16:19:34
5
leenotmanyuchi
leenotmanyuchi :
kumweya kune maths futi yoo haa mwari mukuru ☺️
2026-08-10 04:42:12
13
murombogift
Gift Murombo :
Ndimi hadzina "Linguistics" but "emotional charge" and coded gestures. these men are correct.
2026-08-10 11:05:10
10
talentmudekunye0
talentmudekunye :
1over9 what a mition the romuque
2026-09-18 20:39:50
0
user866520359000
anashe :
Y2is a number angle 6 1over 2
2026-09-17 20:46:02
0
angelgaza1202
Rev AA Garza Mushipe :
apa vane ma U kuMaths apa vakutaura algebra
2026-08-15 11:09:59
2
motiontakawira635
Motion Takawira :
ndopangu apa muripi varume ndimbouyavo
2026-08-10 10:29:04
4
leewardmukono
Leeward Mukono :
Aiwa zvinofadza vanotenda ndivovanonzwisisa
2026-08-10 09:34:21
11
sheqvafarisithegafa55
SHEQ VAFARISI GAFA :
Pakurohwa Circle geometry of mathematics that studies properties, angles, and relationships involving circles and the lines/shapes connected to them🙌🙌
2026-08-09 20:59:59
5
kudzaiabigail2
Kudzai Abigail :
dzema number dai tambodzisiya
2026-08-14 11:14:02
0
user1712483814233
nyarai zikumva :
ndokumbirawo #
2026-08-11 14:34:40
0
aycee7064
Aycee ✨✨ :
which church is this
2026-08-10 11:57:31
0
claud291
Claude :
Don’t judge
2026-08-11 09:33:54
1
user5257496000612
chibanda :
nhai monamatirakupi
2026-08-09 18:15:49
0
chies607
chies :
church ipi iyi
2026-09-17 20:08:28
0
angelgaza1202
Rev AA Garza Mushipe :
siyai mbanje vafana imi
2026-08-15 11:10:35
0
user6788014929947
MUKANYA❤️👍😍94 :
ndiyo inodzimwa light here
2026-08-13 07:55:22
0
user8725557730822
Pro detergents :
Apostle makadii Sunday church irikupindirwa kuno Harare here ndoda ukuuya kuchurch
2026-08-12 01:34:37
0
To see more videos from user @thejugdeapostlepmarozva, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About