baba Harare varikumba kwavo havasi pano endai kumba kwavo mupedzerane
2026-08-10 08:37:39
47
Timius Mupopovhomo :
inonziiko song yachoo ndikudzoserei
2026-08-09 21:24:59
72
🅴🅳🅳🅸🅴_💨 :
ma song eh Jiti haana muridzi
2026-08-09 19:11:07
93
simploo :
I song ipiko iyoyo uye imi munoimba ma song api
2026-08-10 05:00:02
13
baba jabhuna mashofe :
ehe asi ikazoimbwa nababa harare inenge yakunakidza
2026-08-10 05:52:02
15
bertorozy :
ndeyekutii song yacho
2026-08-10 00:48:32
5
user7331557747103 :
ndimi ani gara zviya
2026-08-10 06:39:59
6
Rue a.k.a Mandloe :
kkkkkkk yuwiii tiregei..zvatongoimba kuMt Darwin izvo kwanai,,vasungisei kana vakaba🤣🤣
2026-08-10 06:16:09
13
Chipson :
munoimba chii imimi
2026-08-10 04:15:55
11
nutty_don_music_zw :
anongo liker comment yangu chete ohh
2026-08-10 00:06:04
7
Sir Jena :
most of these jiti songs are public domain songs, hapana claim yekuti song ndeyenyu, tagara tichizviimba kumarufu izvo, aah ngoma kudii futi, drumming pattern yejiti yakafanana
2026-08-09 20:30:58
9
vicky :
ndiyani uyu
2026-08-09 21:17:53
9
TamTam :
song yedu iwewe nani😂😂 yenyu hatiidi toda yavo Baba Harare 🔥🔥
2026-08-09 19:53:24
17
blaqs :
endai kuZrp Mutorashanga
2026-08-09 19:46:05
16
palmer :
munogona shuwa Ras Puru, kungoti baba Harare ndolife yake yekuridza chero chese chaanzwa chejiti, so next tym gara waRecorder asati aziva ma lyrics ak
2026-08-10 04:59:39
5
To see more videos from user @batanai02, please go to the Tikwm
homepage.