varikuda kuti tap and go isare yega,vanenge vachingoda kutora zvese munyika yacho
2026-08-10 05:03:52
7
Boss Gee :
zim ndeyekupenga indrive kune dzimwe nyika aidi marequirements ese ayo
2026-08-09 20:21:26
61
Mburumatonya :
Zim is just corrupt to the CORE😭😭😭
2026-08-09 23:32:08
21
Mturikwa :
its a rideshare for crying out loud
Ride Share
2026-08-09 21:14:18
0
Mutsunge :
makombi mapedza nawo here
2026-08-09 20:44:14
18
WaMambo :
Zimbabwe government is an enemy of progress 🚮 chese chaitwa nevanhu vanoda kuparadza.... mxm
2026-08-09 20:51:17
8
Mukurambwa Gandadema :
chimboisai ku mushika shika first.
vanhu 12 vanopinda mu fit ichipfuura pa police. indrive is very organized kupfuura kombi and mushika shika.
makombi ariko ane ma yellow plates arikungofamba.
makombi anotakura overload everyday achipfuura pa police. it's not about safety yevanhu.
2026-08-10 02:37:51
14
DanCooper :
Solution: usaitire mutown, problem solved.
2026-08-10 02:30:57
7
Hedgestreet :
The cost of doing business in Zimbabwe
2026-08-09 21:52:31
9
inzo_d :
That’s like saying kuti urentese imba you need to convert it to a commercial stand. Paint it white and register it as a business kuzimra. Hapana kwatirikuenda senyika 😅
2026-08-10 00:55:58
9
DennyChits :
the Zimbabwean government needs to adjust to mutemo wavo indrive Bolt and more they don't use white plates it's not a taxi business it's a side hustle
2026-08-09 19:12:52
5
jen :
5 cenzi chaidzo
2026-08-09 20:07:18
5
Tinaye Mandizha :
Ndonzwira tsitsi vakatora ma rent to buy ku Yambukai
2026-08-09 21:37:28
8
To see more videos from user @raythe3nd, please go to the Tikwm
homepage.