@blessing.ma43: Ndimi chii ❤️‍🔥❤️‍🔥❤️‍🔥

Men's Conference ❤️‍🔥❤️‍🔥
Men's Conference ❤️‍🔥❤️‍🔥
Open In TikTok:
Region: ZA
Tuesday 11 August 2026 18:57:07 GMT
27233
1284
109
39

Music

Download

Comments

sir.alex.gono
sir Alex Gono :
ndimi its eartly languages period .its not Heavenly language
2026-08-12 06:48:46
4
blackicon062
STAR :
Ndimi dzemapostori chirungu chakabhenda 😂😂😂
2026-08-15 04:12:14
9
veee.mamo6
vee mamo💓💓💓 :
dzamunoti ngirozi hanty vanhu vakamborarama saka inosvika ichitaura language yayaitaura saka zvichidzi mudzimu unoyera .mese muri right but asi kuti church ne church ine mataurirawo Ayo .mughodhi ine ndimi dzayo .zcc ine ndimi dzayo asi vanotodzwanana vakasangana vemweya chaiyo kwete vanonyorera ndimi pasi hamudzwanane
2026-08-13 05:39:26
3
miltonmusakwa1
MTE :
I can represent all the Apostles churches madzibaba avo haaaa cho zivikanwa hapana apa
2026-08-16 13:18:06
2
chiwhitsimakanda
chiwhitsimakanda :
Madzibaba tendeukaii zvenyu musiyane nemadzibaba iyi
2026-08-18 23:07:42
3
newmanhlangabeza3
Newman Hlangabeza :
iro basa reNdimi nderei coz ndopamwe panogona kubatsira vazhinji
2026-08-15 04:09:11
5
chiyangwanenyasha
Tafadzwa@Pauro :
wapedza baba manu
2026-08-12 10:55:22
6
dizetom2
Peter M 68 :
Ndimi mutauro(language)
2026-08-11 23:41:42
3
matax337
matax :
madzibaba havasi pachokwadi vanovhara
2026-08-16 19:28:57
2
geraldkonde7
Gerald Konde :
Ndimindzema postoroli chirungu chinenge chichiramba kubuda hapana zvemweya apo
2026-08-20 08:07:07
2
promiseseniourmuv
shumba nyakus :
kusiyana kwezvipo zvomweya 1 vakorinte 12
2026-08-12 21:04:56
2
tafadzwakimu
taflo :
Ndimi ivara rinoreva uwandu hwe izwi rekuti Rurimi
2026-08-18 17:02:16
4
user8706248613943
M Jay :
2026-08-13 18:19:11
2
elphasjoe967
elphas joe :
haa madzibaba mawapedzera wana chawanoziwa
2026-08-14 22:58:17
1
twoboymadusisegmail.com
twoboymadusisegmail.com :
ndipo panozonzi na Pauro kana pasina anodudxira ngaanyarare
2026-08-20 23:24:22
2
munyaradzimtezo
Muvhangeri :
marufu akumbunhikidza munhu it was not a fair discussion
2026-08-12 18:23:12
2
twoboymadusisegmail.com
twoboymadusisegmail.com :
tigadzirisane zvishoma, pazvipo pane ndimi dze vanhu ne dze vatumwa, dzevanhu hadzidi dudziro asi dzevatumwa.
2026-08-20 23:23:29
1
flex6162
kudzi :
madzibaba vari kurasika
2026-08-12 03:48:12
3
highlyfavoureddude8
Highlyfavoureddude :
Genesis chapter 11 tower of Babel tinoudzwa kuti ndimi chii , using the law of first mention that is the true definition of toungue
2026-08-12 02:15:07
4
beckyrabbit
Becky Rabbit :
ndimi chiridzi chenyadenga only anointed vanokwanisa kunzwisisa and havasi vese futi vanonzwisisa kwete dzenyu dzekutobatanidxa kuti zvanzi zvakati haa spiritual maita vadidiki
2026-08-11 20:03:45
4
kajamatimba3
user9481316508641 :
zig not neutral
2026-08-12 04:11:41
2
sinyorocd
SINYORO CD :
Ndimi dzagara muma Church dzotaurwa vamwe vachidudzira wani
2026-08-12 10:05:16
2
doctadhege
docta dhege🦴 :
haaaa madzibaba .rurimi 1 thn ndimi malanguages akawanda...
2026-08-15 18:22:07
1
blessinggunura
Blessing Gunura :
two different
2026-08-12 20:47:50
1
To see more videos from user @blessing.ma43, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About