@enie851: Conductor we Boat rekiuraya vanhu zuro mupenyu ataura kuti maive ne vanhu 153. Only 66 survived unfortunately 87 lost their lives due to Negligence. Captain lost his lifevas well

Best Analyst 🇿🇼🇬🇧
Best Analyst 🇿🇼🇬🇧
Open In TikTok:
Region: GB
Wednesday 12 August 2026 10:07:32 GMT
74759
2735
215
242

Music

Download

Comments

chelesix
MUSICAL INSTRUMENT :
soo painful but chinhu cha1980 eree haaa nyika yedu soo
2026-08-12 11:00:33
1
memoryfusire00
memo :
ndozvinoita mhepo yerufu kana yakuda unoita nharo pasingadi nhamo 😭
2026-08-12 10:19:23
42
matevere25
Kill.boy 🔥🔥🔥 :
Titanic was not just a movie 😳
2026-08-12 10:56:35
45
amandaamaramar
Amanda@Amar :
ndirikurwadxiwq nemwana wandakaona achi floater 😭
2026-08-12 11:11:34
35
lindamuzenda5
Linda :
Captain ndiye aiva atogarwa nerufu
2026-08-12 11:31:32
20
wilbromudas
wilbromudas :
It Shows kuti these things are never checked for faults repeatedly. The idea behind every Zimbabwean business is torai mari vanhu havana basa . The same mindset in Government.
2026-08-12 10:12:54
30
daphinechimbeya
Dee :
they must go jail
2026-08-12 11:04:18
1
tadanasibanda
Mai vaTadana.. :
imi amai siyanai nenyaya dzenyu
2026-08-12 10:38:50
7
nyasha.nyadutu
Nyasha Nyadutu :
we need justice
2026-08-12 11:42:22
1
natheljelemani
natie :
ah what happened
2026-08-12 11:53:09
1
siswegumende1
Sizwe Gumende :
Thanks madam for telling the truth ❤️❤️❤️
2026-08-12 11:31:39
8
user94856831533363
trus :
since independence same boat ViVa 2030
2026-08-12 10:18:19
9
user27568061193342
mels Crochet Boutique :
Rarisina kuremerwa here boat iri veduweeee
2026-08-12 10:57:55
6
samaitasemi_benz
semi_benz :
it was overloaded and laguage
2026-08-12 11:08:23
6
manyonie27
sandie😍 :
its titanic
2026-08-12 11:12:43
3
makanaka590
makanaka🥰🥰 :
captain amama
2026-08-12 11:26:25
2
gilbert.mbonjani1
Gilbert Mbonjani :
vayiyendepi vanhu ava ? captain anga akabatwa nemweya wekufa
2026-08-12 10:59:56
4
maikupa89
mai kupa :
dsi vakaterera vanhu vakakasira kuwana help haa zvakaoma hazvo
2026-08-12 10:41:28
5
mao_the_mao
mao_the_mao :
ko mai vakazofona vakararamawo here 🙏
2026-08-12 11:53:35
0
shezzylicious29
SD🎀 :
It’s so sad 😢
2026-08-12 10:12:26
4
maidee069
maidee :
nematambudziko senyika tirikurwadziwa ndiro ropa remagamba here veduweeka
2026-08-12 12:15:00
2
selephi.ndlovu.si
Selephi Ndlovu Sibanda :
Hapana mhepo apa avaservice zvinhu zvaSmith viva 2030 ndichitonga
2026-08-12 10:53:24
2
priscillamtonga4
Priscilla :
veduwe ndarwadziwa hangu
2026-08-12 10:49:46
3
nomsachidemo
Nomsa Chidemo :
zvakaoma nematambudziko hama dzarasikirwa nevadikani vavo
2026-08-12 11:21:20
3
normanjani12
normanjani12 :
boat crew were reckless 😳
2026-08-12 10:37:33
4
To see more videos from user @enie851, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About