I think government must do something nenyaya ye social media iyi. It's becoming too much. Handizive kuti vanhu vari kutora advantage ye mutemo ye freedom of speech ye dzimwe nyika here yet they are abusing it.
Again that's why tichidzingwa kune dzimwe nyika
2026-08-16 19:12:36
26
shawn_sosthenes :
mune hama here vanhu imi?
2026-08-16 10:51:51
27
💗shanty🥰 :
I know hamunei nazvo bt ex wangu anoita gwejongwe
2026-08-13 18:16:06
16
Pricccy :
Kamuchacha anokuremera ndosaka usingagone kuswera usina ktaura zita rake l luv yu mai tt
2026-08-15 04:10:21
38
Hye-Jun🎀 :
uyu vengai mega henyu [Tears of joy][Tears of joy][Tears of joy]
2026-10-03 06:40:22
5
Gogo :
unorwadziwa sure
2026-08-14 03:40:38
28
Pashiel Choice :
kettina anorwadziwa na Mai tt shuwa gore rose achingotaura Mai tt
2026-08-16 00:05:10
16
del :
Age yacho mnje ummmm
2026-08-16 17:02:09
16
Hamfree Remington :
musandidzose pano futi
2026-08-13 18:50:58
21
TRUMAK MOTORS :
mangamachembera zvakanaka wani mbuya
2026-08-14 18:02:27
9
user2965496010327 :
kuzoti naMwari apo
2026-08-14 06:58:59
8
crown 👑 cost :
content tinoida asi mwari havatukwi umm
2026-08-16 09:47:02
11
Boss Tk :
tese tichangofa....let's love each other. kutukana kuvengana etc kupedza nguva
2026-08-14 07:46:38
8
To see more videos from user @kettymasomera, please go to the Tikwm
homepage.