@gchovhani108: Huyai mose muponeswe #masoweuk🇬🇧🇬🇧🇬🇧 #masowe🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼 #millionviews #masowething❤🙏 #stjohnsapostolicfaithmission

Sir Wicknell Funeral updates😭
Sir Wicknell Funeral updates😭
Open In TikTok:
Region: ZW
Saturday 15 August 2026 00:13:27 GMT
13657
412
32
10

Music

Download

Comments

takuevinyy
Takudzwa Nyakudya :
ngavaite zvisina mari mukati ndokuti muone kt vakatumwa shuwa hr, vazhinji varikuteera Mari apo
2026-08-15 15:34:22
5
user3444941225907
user3444941225907 popo :
amen
2026-08-15 17:44:32
1
kayoyo.123
kayoyo :
vakatumwa nani
2026-08-16 17:20:02
1
foxmania541
foxmania :
ndezve mari chete izvi
2026-08-15 15:48:46
4
user4290318437781
vellybae@ :
vamwe vaingouuyira chivhayo apo
2026-10-02 18:31:47
0
jemmaema
JEMMAEMA ZAMBE🇿🇼 :
Kunehwai dzedenga kunehwai dzepasi pano vakaenzana nengirozi kuzvimiro ,semabhiza aripamujaho tinosangana kunokonwa .
2026-08-15 18:06:37
2
jamukaka619
jamukaka :
mafudza mombe
2026-08-19 17:11:55
1
user6265586823093
Nomater :
kkkkk kwaaa vanhu vanenhamo kuunganimari uku not kunamata kkkk
2026-08-30 19:51:14
1
cuthbertkamudyari
Ckayz :
ndaseka pane gore rakaenda kuWarren Park pababa Edward itsananguro idzi mapotsori
2026-08-15 07:33:16
1
jonathansiasitumuzira95
Jonah Stumu aka Mr Chinhoyi :
zvibaba izvi
2026-08-15 06:58:08
0
kedibone3464
kedibone :
Amen
2026-08-25 08:02:27
0
svosvai8
Svosvai :
amen
2026-08-15 07:29:10
0
ndikokohillary
ndikoko :
kuwanda kwenhunzi hakugadzire huchi
2026-08-15 13:40:11
3
user5509613808197
Liberty :
yah ungazoti munhu hre ummm kokuzoti kwachurumhanzu vakomanaka ndabvuma hangu bt madzibaba moze hake akabvira kare nechinamato ichi murume uyu anemweya murume uyu ndamupupura nhas
2026-08-15 16:16:41
1
blessmoresiansali
Blessmore Siansali :
slavery
2026-08-15 06:36:22
2
263jonso
John :
kuda kudya nekupihwa Mari uku
2026-09-27 16:42:41
0
37890286tembomani
tk tembomani :
nyaya yekuwanda azvirevi ndimwari even jesu chaiye anga asina vanhu vakawanda why because zvenhu zvema sure zvinovengwa nevakawanda
2026-08-15 12:09:45
3
praisethelord352
praise the Lord🤗 :
inhamo iyo inounganidza vanhu moti dai Zimbabwe yakanaka vanhu vachizungaira kudai
2026-08-31 13:33:58
1
oscarkadzere
kadzere Oscar t :
vanhu regedzayi kurwadziwa aita chake ndihombarume kana vanhu vakaraswa havasi venyu mhinduro ndivo mwari vachauya kuzotonga izvozvi ndozvinoratidza kuti muromo wemutumwa johane 31 akaramba kuvaka machurch,Bible,neyi ndozvaaireva izvi regayi ndikupeyi ipapa chete izwi redu rakati tisapedze misewe kumakunguwo hanga dziripo
2026-08-29 16:26:58
0
user9406138480285
Nato softaz :
kutumwa munokuziva hre kana kuti munongonakidzwa nekunyora
2026-08-16 07:42:05
0
pride.senzere
Big Moyo :
mwari vanoseka zvavo kutumwa kupi ipapa pusiswaii mega makavharwa
2026-08-15 21:53:34
0
yovnnespart357
Yovnne Spart :
kune vachafira Muna mwari koitawo vachafira muchurch koitawo vachafira munyika so zvaakuda Dunga munhu nemunhu wake wemukati wosarudza kufamuna jeso hr kn kufira muchurch kn munyika ndatenda 🙏
2026-08-15 20:00:29
0
softmtkcom30
softmtk11 :
kuzoti kumusangano wegore🤔
2026-08-15 10:52:01
1
foremanmitiyaho
Renji werutendo 💕♥️💚 :
komborerwaayi zvenyu kna michida chido chababa not chenyu panyika ndatenda isayi zita Ra baba ritonge
2026-08-15 11:46:17
0
sierra.alpha19
Sierra Alpha :
Mazuva ekupedzisira
2026-08-15 08:51:02
0
To see more videos from user @gchovhani108, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About