See ladies, sometimes its better to catch feelings than flights
2026-10-01 10:12:10
1279
Clacker Chirwa :
may your soul rest in peace luluuu
2026-10-17 16:49:46
0
Barbara Chatyora :
zvichapera
2026-08-17 09:29:31
283
joyie :
asi lulu dayi asina kufa hake
2026-10-01 08:35:10
1045
wisdomkasiyakasiy :
😨siya like pano kana uchibvumirana neni kuti nguwa ndeya Mwari 😰ndiye Mukuru wemaZuva 😭umm😭😭
2026-10-01 07:10:19
1371
Cee_kay 🌸🏳️ :
“Varipo vaifunga tichabheuka” apa matobheuka
2026-10-01 07:35:27
383
🦋LynUnique@24🦋 :
Ko mari hanz tosheyana nguvai
2026-09-30 21:53:21
747
Tapiwa :
But zviri zvekufadaya makambofadaya henyu , , rip Lulu
2026-09-30 21:01:29
633
Bullet :
He deserve to get something mwana anogona uyo amai Chivhayo 🔥🔥
2026-08-16 20:34:19
435
priscie :
ndikurwadziwa pilot munhu wandakatokura naye😭
2026-10-01 15:13:05
156
Ever babbie :
ko takungosangana navo vafa kudai sei varivapenyu taisambosangana navo
2026-10-02 05:37:12
114
momoe :
eeh inin kutanga kuona account ya lulu nhasi
2026-10-11 18:50:32
23
Sandra Nomalanga Dzumbunu :
she was too innocent
2026-10-03 18:38:03
5
veemac💛 :
Sonja ndi Joseph chaiye.
akasvipwa hake asi Mwari vaitomu saver kune zvaiziva zviri mberi.
ndadzidza kuti mwari kukubvisa panzvimbo vane chinangwa
2026-10-03 10:28:56
45
mellisachiwayo :
haaaa mazimba nekukumbira hayibo l surrender
2026-08-17 05:56:04
104
Mhamha Aisha :
haa yadeuka yadeuka sure
2026-09-30 21:38:13
14
EJ & MAKO Chingarande :
bag ritori pa seat 💺 paro isu tichigara 5 pa seat mukombi mwari uyu
2026-10-03 10:53:42
5
user8693359626375 :
Being boastful proud or looking down on others because you think you are better than them is an extreme form of vanity let's be humble life haina formula iyi anytime zvinodhakwa
2026-10-01 17:08:03
6
Ashchihera :
sir vakungotarisa watch kuti takutofa hre wanei Lulu kna chezivo
2026-10-01 05:51:03
97
Majeso Queen :
soon muchanzwa spragga akuti agarwa na chivhayo akuimba
2026-09-30 21:49:11
44
State Champion :
ndini ndakauraya chivhayo 😎
2026-10-01 17:41:16
10
liosacarbury :
Mahand bag ari muroom ipi
2026-10-02 15:10:51
8
Tino boy 👦 💙 :
song mainzwa sei iyo todii nemwana
2026-08-17 06:31:12
63
To see more videos from user @_mwanawevhu_, please go to the Tikwm
homepage.