DDF Boat is for Government,the Crew members work for the Government,the ticket book is for Government,the Lake waters belings to the Government,q+g=√¥€ -$+$...? find us the answer
2026-08-17 15:17:31
2
Dzeke :
yaaa sure ngavasungwe one of the passenger akati more than 200 nemota nema drum a fuel plus ma language amwe uuummm vaitoita dhiri vese captain anga asiri ega
2026-08-18 06:16:14
2
Mai madollar :
Pana survivor akati we were more than 200
2026-08-17 15:12:07
217
chief :
Boat crew ndofunga raiva netsika yekudyira vamwe vanhu hobho vasingapihwe ma tickets. Ndiyo reasons yaiita kuti captain vazengurire kudaidza help vaitya kubatwa kuti vaizadza boat nevanhu vemari yavo yemuhomwe.
2026-08-17 15:35:59
171
stonemore :
153 excluding children
2026-08-17 18:26:00
1
diamond :
he must charged with murder
2026-08-17 15:16:10
63
Tat1345678885357854 :
ko kana akaudzwa kut ataure number iyyo. That guy did not commit any crime
2026-08-17 20:35:49
2
pardiemaps :
after he is arrested will it make people alive again....
this is God's time don't blame people on this capsizsim...
2026-08-17 22:21:52
1
manofculture :
people get arrested for committing a crime, which crime did he commit? taurai crime yake
he was still traumatized by sequence of events he was not in his best state of his mind, besides he was not under Auth
2026-08-17 16:40:37
18
Guga Mzimba :
Ok let's say the Security guy gets arrested and then What?????
2026-08-17 20:19:35
15
vee :
madofo anofunga kuti vanhu vanongosungwa ungasungirwe kuti wakati 153 it was a traumatizing time and i dont think he was in a very rightful state of mind to answer to such questions yavakataura ndooyavakaverenga consider wat he ssaid zvimwe ndimi maakuzviziva
2026-08-18 09:59:28
9
Rosie♡ :
vakati 153 vaiva nema. tickets then vana vadiki Havana kubhadhara
2026-08-17 16:51:49
29
maivevasikana2 :
Mai vaya survivor vakataura wani kuti they were more than 200
2026-08-17 17:05:42
48
crystalLeaf :
Kumhanyisa security leaving gvt muridzi we boat??
2026-08-17 18:35:35
11
kyrie lynno :
pane mukadzi akati tanga tiri about 200 muboat
2026-08-17 16:24:14
9
Oddy🦁🌌 :
we all know who to blame but totya chete
2026-08-17 16:34:53
5
Gladys Mutero :
ndoo saka vakatya kutsvaga help vakaziva kuti vanonyura
2026-08-17 15:41:27
21
Jeff :
was the security driving the boat
did he cause the wave
relax
2026-08-17 18:20:55
8
Hopeworth waKhaya😊 :
Ini ndakambokwira boat iri…pressure iripo pakukwira guys if only you knew ..vanhu vanogona kutopinda vasina kubhadhara am not saying that’s what happened bt zvinoitika kuti vamwe vanopinda vasina ma tickets.just that kana usingazive nezvema boats aya zvogona kusazwisisika
2026-08-17 16:43:37
9
Miracle Aya :
problem is people are being interviewed soon after the traumatic event so he might have said it wrong maybe vanga vatori confused
2026-08-17 19:50:28
5
Selina Murigwality :
53 vari kumirira hama dzavo dzisati dzaonekwa ko vasina hama dziri kuziva