@machemero: Replying to @akiyanzi Chinonzi mupostori itsika yaJesu inogara muvanhu vakatenda maari #mupostori #masowe #gutaremachemero #whitegarment #masoweamadzibabajohanne

Guta ReMachemero
Guta ReMachemero
Open In TikTok:
Region: ZW
Tuesday 18 August 2026 08:26:39 GMT
17731
1407
91
64

Music

Download

Comments

btwbcfam1
$€🚫TT_🔞_ :
muri mutendi hamusati mavemu potsori nekuti vapotsori vanogara muzvido zvake mwari . handisi kuti munotadza baba😁
2026-08-19 18:21:17
3
user1492549263214
Mai Shoriwa :
powerful
2026-08-18 12:47:17
0
yvonnebeyoncenkiw
yvonnebeyoncenkiw :
Chokwadi chemahara
2026-08-18 09:16:57
5
dr_peace.com
I Am the Deer :
listen to him, he's sent from above.....🔥
2026-10-23 10:30:55
1
user1493666194951
Emilia :
hallelujah
2026-08-18 09:06:18
1
user551502229557
user551502229557 :
ini ndinoenda kumasowe but handishoori munhu anonamata Mwari zvisineyi nechurch . hameno ma comments enyu vanhu munoawanepi mucharwa nevakatumwa kukununurayi . kunamata kururama zvisineyi nekuty unoenda church ipi
2026-08-21 01:44:24
3
astraadams
@Astra :
ndatenda baba🙏
2026-10-30 09:06:19
0
fishers.of.man33
fishers of man :
Apostle vangu
2026-08-18 08:36:55
1
brendonchivasa117
Director B Chiv@$@ :
ndadzidza baba wedzerwayi makore muchidzidzisa nokuratidza nzira kusvika endby
2026-09-18 13:13:51
2
webster.chingovo
Webster Chingovo :
Amen mambo
2026-09-30 21:08:43
1
apostledougalsgeorge
Apostle Douglas George ⚘️ :
Mukuru komborerwai 🔥
2026-08-18 09:36:41
1
gotweramaikudzie
Carol wekwa Mangara💫_zw🇿🇼 :
Areroya
2026-08-18 08:30:31
1
dn0571
MrS M :
amen
2026-08-18 09:41:14
1
user2231919300610
siphiwe mhlanga :
Amen munhu wamwari 🙏🙏👏
2026-08-18 08:30:54
1
ashburner692
Ashburner :
Ndipoiwo WhatsApp number yenyu mambo
2026-09-30 15:19:31
1
vastenmusicofficial
vastenmusicofficial :
Amen
2026-08-18 08:33:01
1
ptnwemadeals
PTNWEMADEALS :
Amen
2026-10-21 06:57:56
0
user4844371636168
Kim :
wedzerwai makore akapetwa ekurarama [Pray]baba .... Amen
2026-11-02 09:20:53
0
sithokozilemaswer
sithokozilemaswer :
amen amen munhu mwari munotaura mashoko akanaka
2026-10-27 20:56:43
0
ba.micky.reward
retso man AKA ba micky """"""? :
amen
2026-10-27 20:09:35
0
user4844371636168
Kim :
true
2026-11-02 09:19:14
0
marshallmagombo
Marshall Magombo :
Chibaba ichoooo 🔥
2026-10-17 16:39:24
0
user9154347702342
moyo family :
Ndatenda
2026-10-13 20:33:06
0
user4005314292502
Prerna❤ :
amen
2026-08-18 08:34:37
1
To see more videos from user @machemero, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About