@user525875690852:

KINGDOM 🤴🦁
KINGDOM 🤴🦁
Open In TikTok:
Region: ZW
Tuesday 18 August 2026 17:54:45 GMT
28057
838
280
102

Music

Download

Comments

queenzoey192
Zoey El-Shaddai :
We love you Baba Andby and we will follow your visionary . stay blessed Mutumwa
2026-08-22 12:47:08
0
bybitmarir
bybitmarira :
mashaya baba paridzai zvamwari nguva ichipo,J5 woye🥰
2026-08-19 11:39:19
28
primrose.mupanga
Primrose Mupanga :
Pamberi nababa Andyby Makururu 🙏🙏🙏
2026-08-19 06:45:22
35
shamillamutambu96
Shamilla Mutambu :
j5 hwoyee
2026-08-19 14:58:52
6
user55039980581677
Madzimai :
Endibhay hachisi chirungu zvine zvazvinoreva Kani nhai comrd.
2026-08-18 21:07:44
10
providemakopa
makopa :
munhu anonamata haanyombe vanonamata baba mwari mumwechete makereke ndiakasiyana chete NEMA tumirwo zviri pachena kuti imimi ndimi musinganamate
2026-08-19 10:22:03
15
user2448110766061
Lesley :
haa apa mataura chokwadi apostle
2026-08-19 09:43:37
8
gracenyasha41
Grace Nyasha :
vanotaura ngavataure andikendenge💫 j5 yangu mhaii
2026-08-19 09:07:17
12
lazo.j
Fack 🎶 :
chiwenga to the fullest 😁
2026-08-19 14:49:02
5
mm72657
pumkin :
no one should judge someone only God
2026-08-19 05:27:52
7
martin.sixpence
martin sixpence :
j5 yangu jesu
2026-08-19 14:37:45
2
missdzumbira
missdzumbira@gm :
Zvirimutsananguro izvi zvekutsoropodza munhu waMwari hatichambotye ini ndoida J5 yangu ❤❤
2026-08-19 12:23:07
8
aka.babes
aka babes :
J5 woyeeee andidzokeri baba nhamo yandakawona
2026-08-20 05:19:31
6
user2967813307561
Fadziemazodze123 :
J5 woyeee
2026-08-19 13:55:53
7
user5610139905338
nyarai gonzo 💝❤️‍🩹💟 :
Pamberi nababa Andyby makururu🙏🙏🙏🙏🙏🙏
2026-08-19 19:59:56
2
shalomrue08
mamoe :
Taurai henyu asi muchanyarara siyanai nawo baba Andbye j5 huchi
2026-08-19 09:49:04
6
tinocymashavera
Tncy :
Apostle chiwenga hapana chaunoziva nyarara
2026-08-19 13:00:33
3
monicamungeya
momobae :
J5 yangu kani iii ndoida kusvika murufu
2026-08-19 07:13:37
9
liliantshuma861
liliebae :
kusiya j5 kufarisa basa ngariende mberi my father
2026-08-21 04:45:54
1
yeukai042
mama kiki :
j5 huchiiii.
2026-08-19 18:01:08
0
user2869607717281
user2869607717281 :
siyayi machechi evawe mambo j5 woye endby chibaba
2026-08-21 10:46:48
2
rosetripp38
Rose 🌹 :
mashaya baba,J5 wooooyyyyyeeeeeee
2026-08-20 12:42:54
1
user8887441454029
user8887441454029 :
J5 Church yakanaka Baba.
2026-08-19 19:54:40
3
abeto781
abeto :
takawanda takaziva kunamata mwari nekuda kwa andby 🥰 imi venyu vagani vamakatendeutsa
2026-08-20 18:44:46
1
nyarie2346
nyarie :
muri kurwadziwa Navo baba andby hatìvasiye church yangu mhaii
2026-08-19 14:50:10
2
To see more videos from user @user525875690852, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About