@tenziberncartshuramurove: Replying to @nomandla1701

Tenzi berncart
Tenzi berncart
Open In TikTok:
Region: ZW
Wednesday 19 August 2026 08:31:50 GMT
13629
443
31
16

Music

Download

Comments

laurah781
Laurah :
asi kaaa musaitire vanhu hutsinye please ummmmm
2026-08-19 14:19:27
0
user9952775078745
Eunice :
harisi rimi remombe here
2026-08-19 17:38:27
1
loloomadawu
lolo :
🤣😂😂😂 nhaka ameno zvenyu itai
2026-08-19 11:44:27
0
talent.motowanyuk
Talent Motowanyuka :
zvichishanda sey
2026-08-19 22:58:55
1
knowlegemashamba
Knowlege :
munowanika sei mambo
2026-08-19 11:01:41
0
gumbo6564
Magumbo :
😂😂😂😂
2026-08-19 11:01:34
0
oswardchinyanga
boss tonho :
Unoushandisa hwo????
2026-08-20 17:35:59
0
pattynancy695
Patty Nancy :
zvino ndakazouonaka ndiine munhu wacho ndashaya kuti ndoutema sei
2026-08-21 13:42:26
0
mis38450
mishie :
unoushandisa sei
2026-08-19 16:34:17
0
sekurungara
CHANGAMIRE NGARA OFFICIAL🦔 :
huya nawo wakawanda
2026-08-20 18:03:30
0
usemayinoti9097960263
Cecilia Mayinoti :
unoshandiswa cy
2026-08-19 17:12:30
0
jourrugy
JourRugy :
unovava muti uyu wangu ayaya
2026-08-19 11:19:12
3
theresachipoks
theresachipoks :
unonzi munyatera
2026-08-19 14:10:04
1
dziva124
MkC 🇿🇼 🇲🇼 :
iyiii unovava hama unoshandiswa sei😂😂😂
2026-08-19 11:51:56
0
ashley1206981
@Ashley120698 :
muti uyo unovava ndati
2026-08-19 12:16:22
1
sizalo2
sizalo :
Muti unovava uyu aaaaaa😂😂😂
2026-08-19 09:35:55
1
genesis.kaipah
SEKURU GORA Kaipah :
ummmmm muchaudza vanhu vane nhumbu vakamwa dzikazobva
2026-08-20 10:48:48
0
user4943674763726
Mai Tinodaishe :
harisi munyatera uyuuu
2026-08-21 15:47:05
0
amos.c56
Amos c :
irikmbo mhanyira kpiko camera iyi
2026-08-19 11:51:49
0
thombizodwa975
Thombizodwa :
unonzi mutii zitarawo
2026-08-19 13:17:59
0
nicodemusmate
maga maga :
Akanovava akoo iniandidikukawona
2026-08-19 17:25:53
0
user6152693356149
Sly@2710 :
ini handina chandiri kuona hangu mashizha ndoatoda unonzi chii
2026-08-22 20:53:44
0
To see more videos from user @tenziberncartshuramurove, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About