Ndakamiririra vakadzi vese …kana marriage yaramba buda life is too short to be abused … musashingirire abuse amana zvekuzonzi hee unozororwa here rato drama wat is important is your happiness fullstop
2026-08-20 09:44:10
10
M.A.R.Y🦋🦋 :
chinonetsa munofunga kuti marriage its achievement, ndo abuser nemumwe munhu nokuti kune vanoda kupinda vanhu vari kushingirira vopedzesera vaurawa ,ini ndakaroorwa nemurume ane 50 iri third marriage yake asi haana kumborega abuse yake and anga ari mukuru kwandiri ne 24yrs ,asi ndakasiya im now glowing ,I managed kuzvitengera mota yangu ,imba yangu kuzviendesa nevana vangu ka holidays, vana vangu chaivo vave kuenda kum better schools ,I don't regret anything kusiya kwandakaia dai ndakaramba ndirimo pamwe ndakatofa nezvirwere kana nokupondwa
2026-08-19 11:56:27
33
Bubbling Gee,Mrs fine :
Hatisisina basa ne marriage isu tiri kutsvaga mari varume vari kushungurudza
2026-08-19 16:57:49
35
Sandie Gee 🇿🇼🇫🇮 :
Kondikatozowana soulmate after ndasiyana newe?life has no formula manje yuwii
2026-08-19 18:05:30
11
user2698224008721 :
marriage haisisina chikuru kushanda and enjoy being single
2026-08-20 05:34:21
2
The Lioness :
sanyepere vanhu bamnini let people leave those abusive relationships without these kinds of advices,
2026-08-19 19:16:46
10
P O R T I A :
One of my proudest achievements in life is staying away from men with this kind of mentality.
2026-08-20 00:04:26
7
Mable Eileen Simpson (Madea) :
People are being abused vachishingirira because of ma advice akadai. Kana shangu ichishinya kururai veduwee
Handisikutoda marriage yacho, ndodakungorarwa basi.
2026-08-23 01:31:54
1
Maposa Special :
ndichitobva ipapo ndonotsvaga mari pasina malimitations
2026-08-19 18:41:17
5
Kaztec Logistics and :
True murume haaperi
2026-08-19 20:26:22
1
1st lady :
mukadzi akaroorwa mushe. arikubatwa zvakanaka or ane murume arikuzama kuita zvinhu chaizvo anosiya murume here guys??? do you even think of these women's mental health
2026-08-20 10:34:44
3
Happiness :
Asi kuchema kunonakidza 😳😳😳
2026-08-19 15:40:31
8
Alngudtym :
Kkkkk tibvirei apa. Kuti vanhu vari kuraramira marriage here
2026-08-20 08:05:16
4
Thomas Charamba :
very true bro
2026-08-19 19:13:49
2
MB45 :
Marriage makasa ndozvandoziwa
2026-08-20 07:21:18
2
Pro :
tag my wife
2026-08-19 12:09:35
1
mamakim :
marriage yacho inebasa reyi nhai,murume wacho anebasa reyi mu life mangu
2026-08-20 11:37:57
4
Cathie🥰 :
at the end of the day munhu anoita zvinomuitira😁😁
2026-08-19 19:56:08
4
chillies :
With all due respect Mukwane baba imimi, not in 2026
2026-08-20 06:12:29
4
To see more videos from user @oliverparadzai, please go to the Tikwm
homepage.