@lolobae..zw: #zimuktictokers🇬🇧🇿🇼 #zimuk🇬🇧🇿🇼tiktok #madzibae🥰❤️🥰 #madzibae🥰🥰🥰 #zimuk🇬🇧🇿🇼

Lolobae❤️❤️🇿🇼
Lolobae❤️❤️🇿🇼
Open In TikTok:
Region: GB
Wednesday 19 August 2026 12:20:20 GMT
21415
1661
78
21

Music

Download

Comments

cole.zw
Cole Zw👑 :
Saka ndodzoka here askana
2026-08-20 07:55:42
26
ropah473
ropanzo34 :
Confusion imwe iri Kumasowe sometimes kaaaa ini I end up believing in kunamata ndega
2026-08-20 01:08:00
31
mumue.tee
mumue :
ini ndakazviitwa ini ,madzibaba vakandidaro ndovatomurume wangu🤣🤣
2026-08-19 20:00:35
21
mandlovuwekwamataruse
Oli535337 :
Ini ndava Bho nemaporofita ndakungonamata mwari chete
2026-08-19 13:37:23
14
thomassithole199
Thomas Sithole :
aaa madzimai mazuvano tevedzai hana yenyu just trust your decision cz mazuvano maporofita ahasi ese anoda kuti munhu abudirire
2026-08-19 20:01:10
5
fadzamurimi
Bianca Nkosana :
ndoisa audio nepapi bcz ndine 10 minutes to explain the similar issue 🤣🤣🤣🤣.....
2026-08-20 17:05:44
0
user8616912856634
Mr TM :
huya kwandiri tivake wedu nerutendo rwabba Abrahama
2026-08-20 18:12:29
1
user7496376332853
Nyalo :
hec
2026-08-19 15:50:33
0
mikeytee08
Tatenda90 :
it's the short hair for me🥰
2026-08-20 15:57:07
1
archbrodmadziva
madzibaba deee :
kkkk zviriko
2026-08-19 14:37:48
0
misspee916
Miss pee🌹🌹🌹 :
Yoweeee aaaaa unofenda
2026-08-19 12:39:52
0
gruciu
Nyasha❤️🥰 :
ini ndakato banner munhu wangu zvekuenda kumuporofita achibvunza ndatoona kuti iiii unotochembera zve
2026-08-20 09:16:13
3
1marynz
🦋Rutendo🦋 :
Maporofita😂🙌
2026-08-20 11:04:03
1
madex801
Madex :
haaa munoganza madzimai
2026-08-19 12:29:26
0
hellenmade
Mamoyo💞 :
zvechiporofit ndakazoona kuty zvinoda uzoiteo decision making wega .Ini ndakanz vangaparidze kana kuimba sei imba hapana zvikanz muchamitiswa mwana mukomana mosiiwa 😄 🤣 mukomana ndiye akatozove last born after 2girls 15years later lol
2026-08-20 05:54:48
3
lilyforlyf6
Lisa 🍃🌿 :
ini l don't believe in prophets
2026-08-19 13:59:13
0
yrsblackbird
Black@Bird(๑˙❥˙๑) :
Time time it's better to pray then ask the Lord to show u the right one cz if u depend with prophecy sometimes the ones who tell you will be jealous of your life
2026-08-19 12:38:36
3
cue2752
Mary :
kana uchida kufa nestress kumasowe teedzera tsananguro iiiiih
2026-08-20 13:32:28
0
merrccy_wenyuu
My More Your🇿🇼🇮🇳 :
Haaa izvi zvinogara zvichiitika mazuvano hsndichabvunze 😭😂😂toona mberiyo
2026-08-20 19:38:19
0
staceywhite0421
staceywhite0421 :
Mine its actually opposite with yours 😅
2026-08-20 15:06:30
0
tashatertia
Tasha :
chinyarara hako cc 🥺🥺🥺🥺🥺
2026-08-21 02:26:03
0
saymore.masimini
Saymore Masimini :
Sometimes you end up getting confused
2026-08-20 11:28:48
0
To see more videos from user @lolobae..zw, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About