Haaa inini hangu I’m hurt zvekudaro , mom vangu vanotondinyeya nemasister avo apa vakatisiya tichiri vadiki, ndakuzovatsvaga kusvika ndavawana ,now I’m fighting kti ndizviendese kuvarsity enrolled this August ndichiedzawo kti zviite, ndikutodemba dai ndisina hangu kuvatsvaga apa ivo masisters avo vanowirirana mevana vavo , I a man but ndochema hangu sometimes
2026-08-20 11:22:19
82
pixie @23❣️ :
nhaimi hanzi ndakatambura nemi😅of course maida ani atambure nesu murimi mai vacho
2026-08-19 19:36:05
100
Wadza :
None of my kids will marry into family yevanhu vasina plan . I will personally ask vakuwasha kuti what responsibilities do you carry and will you carry in the future .Coz eeh zvandakaona mulife mangu munhu wee anotarisira pay yemunhu one wether vanhu vakagara or vanoshanda they expect mari from munhu one handisati ndazviona ini .
2026-08-19 20:06:44
43
soft wife ❤️💋 :
Haa samai vangu kana
2026-08-20 06:39:54
58
mahom Hom :
Sometimes it's spiritual.
2026-08-19 18:57:31
22
Amanda Mpofu❤️ :
im glad kumba kwedu azviko takabatana
2026-08-20 07:20:42
67
Ratchel :
they communicate if they want something from me only
2026-08-20 07:18:35
5
Tan naka 😊🥰 :
mari ndinayo asi andidiwe😂
2026-08-19 19:26:24
9
The Hustler 🇿🇼🇿🇦🇧🇼 :
Inini brother yangu haichataure neni nekuda kwechikwereti changu apa Inini ndakatonzwisisa kuti ndakanyura lm trying to contact him but hadaire kungoti ndinzwewo kuti arisei tingori 2 mufunge but dffrnt mothers
2026-08-20 01:12:23
12
mamoyo8711 :
unogona unayo mari asi toxic sibling ichirwadziwa ichinohot spotter moms nevamwe vana.anongotaura bad about u zvichikonzerwa negodo.so unenge wakunzi anowonererwa mai votokuvenga.bt if u are in this situation leave it to God usarege kubatsire kana unazvo.vasiye vakunyeye wongoita zvaunogona.vachaneta zvavo dont ask
2026-08-20 15:19:29
8
TODZENI🫅❤️🇿🇼 :
Ko kuita kunge munoziva zvinoitika kumba kwedu nhai dear
2026-08-20 08:37:22
11
ennie :
umwe anoti ndipe zvinhu kuti ape waanoda
2026-08-20 13:07:00
5
Diana Fumhirwa :
I vow to never be that kind of a mother!!!
2026-08-20 07:34:46
7
makhumalo_zw🇿🇼 :
To saver nepapi dakusendera mai veshamwari yangu
2026-08-19 21:31:31
6
mama Dee :
manje takachi master chi game chacho.ndikoko ndikoko ..life goes on...unosvikepi uchitenga love
2026-08-19 19:50:41
24
Mazhambe_M :
those who don't have hates those who have, thats a fact of life, some siblings are hardworking others are just lazy, jealousy in siblings has nothing to do with a parents
2026-08-20 04:43:07
12
Chichi :
umm ini vamwe vabereki vatori right asi isu vana pachedu tovengan tega godo umwe hadi kutsiurwa pachenyu chaipo mukatadxirana umwe anoda kungotererwa zvaataura ita saizvozvo mukada kutaura zvamukufunga hazviite pasina kana vabereki
2026-08-20 08:25:26
5
shanaz :
very true ini ndakazviona izvi
2026-08-19 19:19:21
10
graceG :
That's true ndoziva last born irikuremedzwa nekuda kwe mhuri dze ma siblings ma hombe kwaari ne mhuri dzavo
2026-08-19 20:10:13
5
tariey marion :
mai vangu used to do that but atleast my sister realized now we best friends 😊
2026-08-20 10:14:06
8
To see more videos from user @msgweks, please go to the Tikwm
homepage.