handis top soup hangu, but l do dat ndinenge ndichida mafriends not love ukangoita maintrests neni chete ndobva ndakughoster 🥺🥺🥺🥺
2026-08-23 07:07:24
1
Rooted🌳Maverick👠 :
give and ignore ...easier than being pestered...wega uchazvirega...kkk
2026-08-22 12:19:08
9
🐒+♥️✅🌺 :
getting my number is easy but wauchataura naye😂😂
2026-08-22 13:40:30
6
just reeh🥰#🇿🇼🇿🇦 :
ndapindirwa mugarden mangu😩
2026-08-23 05:34:48
1
Deejay cee :
Makapenga bro do me something
2026-08-22 18:28:36
4
Tatenda :
Ndohunhu wangu 🤣
2026-08-22 08:21:22
16
𝓝𝓸𝓶𝓼𝓪𝔀𝓮𝓷𝓴𝓱𝓸𝓼𝓲𝓮🦦 :
hnzy number ndokupa but uchataura nani😂😂😂🙌
2026-08-22 11:06:46
10
🥺🔐🥰lvybae🦋🌹 :
😂😂😂hamusi kubvira ini hr ini ndinopa munhu number kuti ndiite maviews akawanda kustutas 😂😂
2026-08-28 10:24:55
1
Gracee Fatu :
sorry henyu ,ini ndaipa dzepa Star FM😂😂 asi ndakazvirega hangu
2026-08-22 22:12:40
0
naishey07 :
Ini ndaipa number dzemukomana wangu zvopedzerana ikoko😂😂
2026-08-22 15:21:41
0
muzz :
tenge tisingadi kukubvisai AURA pama friends enyu
2026-08-22 09:08:57
4
Cindy Jackie Jacque❤️🩹🥰🇦🇹 :
Number hainyimwe waunotaura naye ndopasina😂
2026-08-22 10:20:33
2
@Liltine :
😂😂😂wat i du exactly....number hadzinyimiwe munhu kkkkk
2026-08-22 09:06:43
3
Tt💕 :
but kana ndakupa number it's not like takutodananaka and staff
2026-08-22 09:44:28
2
TRENT ❤️🇿🇼 :
haunyepe bro . mazuvano varikuti kuvana kuri easy but wauchataura naye ndiye wauchaona 😂😂
2026-08-22 09:59:27
1
★ :
Wangu yesterday got a call from number I don’t know kudaira nekunzi babe I’m like whose your babe akutotanga kupopota I gave you a lift neR100 for etym ndakazvishaya
2026-08-22 08:21:15
1
yoliwe2 :
That’s so me 🤣🤣🤣
2026-09-13 07:44:57
0
@826252 :
🤣🤣🤣 ndokupa wrong number
2026-08-22 08:19:09
0
To see more videos from user @alpha372, please go to the Tikwm
homepage.