@denilsonmusekiwa: Replying to @Glenda 💝 This time around, she received a brand-new pink BMW 7 Series🩷👌...Loved it when she kneeled down to thank her man❤️👌..Guess she mastered the best way to please him😌 #sax #denilsonmusekiwa #trend
Denilson Musekiwa
Region: ZW
Monday 24 August 2026 19:49:37 GMT
Music
Download
Comments
SakeenahPee| Home| Lifestyle🍀 :
TikTok is messy haha
2026-10-14 14:23:22
0
Kimberley :
chivayo family 🔥
2026-08-25 06:09:34
4
GREY_ CRAFTS🎙️ :
mazoti helicopter iyo ndeyepamba
2026-08-24 21:23:02
474
Cynthia Merit :
may this type of husband locate my daughter..and my son too azoitirewo mukadzi wake
2026-08-25 07:09:25
207
Mama Idie :
Mwari kana ndiri tauro ndiendesei kwaNyati ndinotoveswa marwadzo😳
2026-08-24 20:05:00
205
benhildakajowe571 :
murume wangu kana ndiri stubborn sorry
2026-08-25 08:25:45
99
macdonia :
to us who know that its an advertisement
2026-08-24 20:29:21
28
MissBee :
life is so private guys no one knows kuti ndini ndakafuridza mabharuma ese ayo ari 150
2026-08-25 05:50:41
177
Macia Mombeshora :
I told my husband and he said zvinhu zvangu zvikaita i will be buying you cars everyday 🥹
2026-08-25 09:23:10
65
anoziva ishe :
mavaona vanhu vanzwa nema gift. havachachemerara zvisina basa🤣😂😅 in ndinofendera cake 🎂 😂
2026-08-25 11:06:05
42
Lady Tee :
ugoona murume wangu ndebvu anadzo😅
2026-08-26 08:28:08
29
auntfloe :
tipei pressure tife 😂😂
2026-08-25 06:25:48
17
Lorretta :
zvavooo vaneee kumushaa kusinaa zvikwamboo sure 🥺🥺
2026-08-25 20:20:17
25
🅳🅸🆅🅸🅽🅴 🅳🅴🅲🆁🅴🅴🆂 :
muchatirambisa imi tichinzi hatisi serious😂😂😂😂
2026-08-25 09:00:18
14
shaloe💓 :
chaaai Mwari kana ndiri garo ooh bhuu 🥺
2026-08-29 06:07:25
13
Mai Ssspp❤️💕 :
vamwe tichipihwa stress vamwe vachipihwa mota zvinhu zvacho so ma1.gud 4 you dear enjoy
2026-08-26 12:49:25
7
C.P :
pamba apa pane helicopter maionawo here?
2026-08-25 15:50:21
20
Rati Dimkay💫 :
Makambondiwona ndichiba manyatera aMoses hre inin Mwari??
2026-08-28 14:19:03
8
breezy02 :
ndiri driver wedelta rino takura doro ndiitire accident papi
2026-08-27 07:48:49
4
pdx :
ndini ndakabva ndakatakura box rine mota
2026-08-25 07:36:09
8
serah :
some women are blessed
2026-08-25 08:28:59
5
lewaz :
God is not fair at all
2026-08-25 05:29:56
9
CarolJoy#* :
ndemuno muZimbabwe here 😋🥰🥰🥰
2026-08-25 11:20:08
7
Emily Emily :
nhai mukoma denny zvinomboitirwa vanhu vakaita Seiko izvi 😅😅
2026-08-24 19:58:45
16
Rumbidzai Chifamba :
vamwe vangu where are you watching this pressure from😭
2026-08-24 20:16:13
14
To see more videos from user @denilsonmusekiwa, please go to the Tikwm
homepage.
© 2021-2026 TikWM. All rights reserved.