@kumushadotcom: @alickmachesohonours Amai Shero and the whole family,plays Chengetai as a tribute on the 10 Classic songs show #Macheso #AlickMacheso #babashero #amaishero #Chengetai #SunguraMusic #Zimbabwe #10classicsongs #zimmusic
Kumusha dotcom
Region: ZW
Tuesday 25 August 2026 12:18:08 GMT
Music
Download
Comments
thei33 :
noone is talking about the hair style
2026-08-25 15:02:45
1
WINCIOUS :
i like respect yamudhra kuna mama
2026-08-25 14:13:26
14
user97677097277928 :
Introduction dzenyu King so
2026-08-26 05:40:30
0
AbuTalib.... :
sorry pliz ndadzoka ndanda scroller down nemistake ndsat nda liker...🥰
2026-08-25 15:24:46
2
mukomasimbloh :
zvikuoneka hre kt nda liker ka5
2026-08-25 13:43:05
72
Godknows Mutsikiwa :
family man
2026-08-25 13:22:15
0
12345678910 :
maifanira kuti ndimbonzwa Stacy achitaura kuti ndini ndinoruka baba musoro
2026-08-25 14:04:49
48
26'22 :
thank you from Jonas
2026-08-25 13:27:06
8
lloyd45256 :
mai sharo ne stage hazvionanani
2026-08-25 13:39:11
22
Given Mapfaza :
chesology 🥰
2026-08-25 13:39:59
2
Chipe…✌🏽 :
Zimskits akamirira hake kuita remix
2026-08-25 17:56:03
13
Shadhaya :
zvinhu zvakakosha zvamaita izvi baba Shero
2026-08-25 14:53:40
16
boss cader :
asi pane zvandaona mhuri iyii sei isiri kufarawo isadaro
2026-08-25 21:59:11
6
user1161013613995 :
Baba va Shero munodadisa nekukudza Mukadzi wenyu.Komborerwayi.
2026-08-25 15:33:51
6
Mama Tee :
ko Tafadzwa ari papi
2026-08-25 20:07:54
1
m@ster muju :
sneaker 👟 rababa shero ndaridaa zvangu
2026-08-25 15:21:02
4
Mama atipa😘 :
chihera vari cool zvavo ava
2026-08-25 18:18:57
6
Shyielove :
ndokugona kuonesa mhuri kunobva chingwa
2026-08-25 13:21:28
7
Major Seize :
but havasi kugara chaizvo awaa why
2026-08-26 00:25:56
1
Angellight :
base redu riya harina kubuda boo zvakanaka baba
2026-08-25 20:02:44
3
austinausama :
band revanhu ayaya
2026-08-25 19:07:48
3
Nyasha amanda chikowo :
izviii zvakanaka izvii mhuri ndoida mhani iyi
2026-08-25 19:48:29
3
melanin chic :
tafadzwa aripi?
2026-08-25 14:45:09
1
Tendayi Chiutanyi :
Sharon ndiye monalisa here?
2026-08-25 14:53:11
1
chemagetsi :
apa mberikwazvo smart raiva bhoo
2026-08-25 18:14:43
3
To see more videos from user @kumushadotcom, please go to the Tikwm
homepage.
© 2021-2026 TikWM. All rights reserved.