@queenmadhuu:

Queen manjenjenje
Queen manjenjenje
Open In TikTok:
Region: ZA
Wednesday 26 August 2026 08:59:43 GMT
65001
3062
412
323

Music

Download

Comments

mabrijo1
MABRIJO :
Ndabatikana veduweee 🥺
2026-08-26 16:22:57
210
tatenda_tasha
_tasha_ :
kana 30 yasvika motipawo update please
2026-08-27 06:49:42
5
hellenmoyo90
Hellen Moyo338 :
Man they don't like us veduweee 🤞
2026-08-27 11:47:52
5
finegal819
Mamachichie💕💕 :
guys testanai musati matanga kuvata mese vanhu varikurwara kunze uku...l feel her pain shemm
2026-08-27 06:04:05
87
being_charloe
💋𝓒𝓱𝓪𝓻𝓵𝓸𝓮 ᥫ᭡. :
Shame sorry hake 💔😭
2026-08-28 05:01:19
1
tkzeeo1
Tkzee land scpaping :
zvakusungisa manje kusaudza mumwe wako kuti uri positive
2026-08-26 11:14:27
87
sherzhaileyk
Sharon Hailey K🐣 :
sue him
2026-08-26 11:07:22
49
mimie1050
💝💞Mishmaah❤️💟💞 :
Ummm💔💔💔💔that’s sad
2026-08-27 14:51:37
2
juliet_the_second
Julietthesecond :
This is so heartbreaking , varume vane hutsinye
2026-08-26 19:57:59
28
nono.chiromo
Nono Chiromo :
Munhu ane kambudzi kariku ringer ngaasatinyaudze 🥺💔
2026-08-27 10:00:45
46
loveisswt
Karabo short girl ❤💚🖤 :
that's why I'm single 😳
2026-08-26 13:24:51
22
nyasha.jee66
TJG :
Ndakambosanga nazvo zvinorwadza but i thank God handina kuzobatira
2026-08-26 11:27:52
58
jacobmandudzo
jacob mandudzo :
mwanangu imwa mishonga Yako urarame uchengete vana vako.Jehovha ari mubatsiri wako
2026-08-26 11:59:25
74
madombweinviolata
madombwevinviolat :
Anenge ari mwana wangu mwari
2026-08-26 17:18:39
40
pridemugoni.com
Pridemugoni2002 :
This is so painful 😓
2026-08-27 09:13:02
2
user2234217176620
martha :
sorry dea
2026-08-27 00:15:10
1
user8081960133711
user8081960133711 :
Zvinorwadza
2026-08-26 09:54:32
19
clarahchingarande
mama kunda..R🥰 :
varume vanehutsinye Shem 😭
2026-08-26 20:32:17
7
malmia1528
malikmia :
30 mundidzose pano
2026-08-27 08:08:27
10
reemart129
Reemart :
Ngasungwe
2026-08-26 19:56:51
6
21061990merciline24
21061990merciline24 :
Life so ka
2026-08-26 16:24:22
9
mhamhaanempatsi
Mamha Ane :
yaaa its painful but kaa kna wapa mnhu chirwere chiregawo kubva wazomuitira hutsinye
2026-08-27 06:36:16
15
omar.zviura
Omar Zviura :
ngakungoiswe mutemo wekuti munhu akasaudza munhu kuti aripamushonga osungwa cz zvinorwadza veduwe 😭😭😭. sorry my sisi be strong ok
2026-08-27 12:03:07
10
user84511618619600
user84511618619600 Eliza :
ngasungwe murume uyo
2026-08-27 03:33:01
5
22zeal1
22 :
ini ndazviitwa asi hiv yaive kwaari for 12 yrs until now imba ikavakwa hanzi sorry iyezvino uchamugona hr murume akuti ndakuenda kune varwere seni
2026-08-26 22:10:00
5
To see more videos from user @queenmadhuu, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About