@tadiim24: Petition from Drivers Association of Zimbabwe 🇿🇼 to Parliament to enact Legislation that Proffesionalises the Driving 🚗 of all Public and Private Vehicles in Zimbabwe #petition #petitions #driverslicense #driver #parliament
apa pakuda vanhu vaite Hondo vanhu ava vakutoona nyika se private limited yekumba kwavo
2026-08-26 13:59:55
250
SCOTT🎲Fashions :
this cant be
2026-08-27 07:30:08
1
sidagliptin :
Phd ministries
2026-08-26 19:36:58
1
mthembu :
if parliament approval of this law thousands of drivers will loose jobs.
2026-08-26 13:30:50
75
WayneS233 :
am still trying to understand how does driving and ordinary level link🤔🤔
2026-08-26 21:06:34
4
Posh :
will it improve the state of the roads or I should mind my business
2026-08-26 18:21:18
28
Mkanya :
saka murikureva kuti Nherera hadzichatori ma licence here
2026-08-26 12:28:13
89
paulinechimbidzi1 :
I'm regreted to be a Zimbabwean😁zvandiri kuda kutaura muri kuzviziva😂
2026-08-26 13:39:50
50
Leoba :
2026-08-26 14:01:52
12
OXYGEN CONCENTRATOR 👃🇿🇼🥷 :
defensive ndiyo yaifanirwa kungova mandatory kwete zvema 5 os
2026-08-26 11:45:30
59
SuperSimbo :
this will reduce avoidable road accident
2026-08-26 11:40:07
9
mupedzi_wemhuri :
nyika inoyi inoita basa nezvinhu zvisiri rizvo simba ravarikuisa panyaya iyi ko vakarisa havo kuna roads and healthcarr
2026-08-27 08:12:27
5
Sikhumbuzo Tshabalala :
zvichatangira ku Zimsec ma O level achapedzisira otorwa munhu arikumba it's another gap opened to create corruption hakuna kwatiri kuenda tatorerutsa chikoro chiya
2026-08-27 04:20:45
7
ivana_jameson :
Kombi drivers , truck drivers , bus drivers
2026-08-26 13:57:54
23
The Viper :
president vanozviramba izvi
2026-08-26 11:12:40
21
Mandlenkosi Nyathi :
tichangoramba tichiita zvataita kubvapakutanga,inga taingopasa ma provisional tisingagoni kuverenga wani.Vachavapo vachange vachitora Mari kuti Tive ne 5 oz dzacho
2026-08-26 13:33:55
30
TK🙆🏾♂️ :
guys I really do support them tho
2026-08-26 11:41:59
17
luke :
Apa chirungu chacho handisi kutochinzwa bt Lisence ndakatora kare
2026-08-26 10:35:36
30
To see more videos from user @tadiim24, please go to the Tikwm
homepage.