Ini ndine chikumbiro 1 sevarume. Patetichitsvaga ma lodge paye, vaskana mirai ku pretender senge munenge musina amunoziva kwamogara muchienda. Just direct us tisapedza time ne fuel.
2026-08-27 05:36:15
261
trinity :
Nejongwe rangu munonditirawo marii
2026-08-26 13:29:17
213
Anesu :
why would you sleep for two hours
2026-08-27 16:41:13
5
Tinoè :
why is this on my FYP😂😂😂
2026-08-27 07:34:19
33
Tartz Luxury Scents👃 :
Musiye tsika yekuisa channel yebhora kana tauya ….last Sunday ndakapedza 90 mins ndichiona Manchester City 😂😂😂kutokanganwa kuti pane beans dzinoda kubikwa
2026-08-27 09:31:37
89
Confafa :
unotoenda yakamira bcz time dznokwana usati walaza apa
2026-08-27 11:06:05
43
beebryt :
pane munhu anorara 2 hrs here😂😂
2026-08-27 05:30:04
49
Joeboy Mushy :
Gadzirisa headboard iri mu room iri pa Opposite receiption ine noise during bonde but zvimwe zvose chirungu ndatenda zvangu nice services
2026-08-27 15:44:31
33
evangelist lloyd :
for what?
2026-08-27 11:01:53
0
Rurue :
2 hr ndendisati ndatunda aaaa🤣
2026-08-26 23:43:11
23
manje so :
i met my landlord there
2026-08-27 18:43:29
1
t :
ndakambowana masheets achidziya
2026-08-27 17:12:31
18
REBEL :
tipei road chaiyo not kupera nyere tichitsvaga lodge
2026-08-27 19:14:25
8
tashie.chiwara :
ini 2hrs dzokwana tichingo kikiritsana chte🙄
2026-08-27 11:40:58
9
Shanila 😍😘 :
saka kureva kuti 1 hour 5 dollars......30 minutes 2.50🤔🤔🤔🤔
2026-08-27 10:05:53
6
Sheiz weliverpool🇿🇼🦋❤️ :
: Nekufamba kukuita time , kutoenda usina nduwe 2 hrs dzokwana ka makatemba😂😂
2026-08-27 12:08:31
7
Shanila 😍😘 :
gara tenge tichiitei pa 2 hours zviya🤔🤔🤔
2026-08-27 10:00:02
32
Bae 😍 :
Ndouya chero ndisina munhu
2026-08-27 04:35:54
7
I am mellow zw :
Ko hamuna hre vanhu coz tikuda kuuya bt vanhu hatina manje
2026-08-26 15:16:24
24
Honorable member :
ndozvangu zve izvi ndawana rimwe base Rega nditogara nda shaver
2026-08-26 19:43:21
13
To see more videos from user @madeintohome, please go to the Tikwm
homepage.