@johnthemaster470: #fyp #zimbabweantiktok #jerusarema🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼 #masowejerusalem🙏🙏🙏 #wicknellchivayoofficial

Johnmaster
Johnmaster
Open In TikTok:
Region: GB
Wednesday 26 August 2026 14:59:00 GMT
113761
6167
419
98

Music

Download

Comments

userjenajena
[email protected] :
haaaa hazvina hazvo mwari mukati
2026-08-27 12:43:07
65
ateejay16
@teejay16 :
Chenjererai kunamata vanhu
2026-08-27 23:00:06
18
manetswa.musingar
Manetswa Musingarimi :
vanhu uyai tinamate Mwari
2026-08-27 06:26:40
16
user48022128339400
@Simplex :
ini hangu ndoti zvakanaka cz chipostori hachireve kutambura kwete cz mwari anosimudza marombe kubva muguruva
2026-08-27 15:18:44
14
user9544574746215
DX 4 LIFE :
pamberi nechinamato baba
2026-08-27 18:11:37
1
fortune.chiwawa
Fortune Chiwawa :
denga rakakumirirai boys dzangu
2026-08-31 09:56:06
1
mugove05
mother mother :
muri kuenda here kumusha kwangu kwa Churumhanzu
2026-08-26 18:12:48
5
rasbae06
user8694951437424 :
iiigh tinotenda chose masangano awana zvekufambisa ayoo handipinde hangu masowe bt ndazvifarira vana vaMwari vawana chekufambisa sua basa raverengwa iri. Amen
2026-08-29 05:30:06
7
user3688191616598
the johns :
azvina basa zvekuti mune mari kudenga kuchanotsva vanhu uku
2026-08-29 17:54:30
2
innocent.chibuya
Innocent Chibuya :
ndokumbirawo kuziva kuti akaimba iyi ndiani
2026-08-27 09:51:09
5
hazelndlovu190gmail.com
Nicky :
Blessed
2026-08-27 13:04:42
1
dimpleslovelychuma
Furiousy :
zvakanaka kwasara kaNdege
2026-08-30 06:45:14
1
endgret
endgret :
Mambo wedu Johnmaster chirimba ichoo
2026-08-31 06:52:04
1
alleta5827
madzimai A :
muchavanaro basa vatendi 💔💔💔💔
2026-09-02 14:59:48
0
marymarwa272
t :
Huchest
2026-08-29 14:41:46
1
tarrie343
♥️Tarrie💖 :
ngariverengweee
2026-08-28 00:30:48
1
user3614872286858
collin :
ngari verengwe basa
2026-08-28 20:17:33
1
tale3155
tale :
hoyoo
2026-08-27 10:51:56
1
masilozw11
Masilo😂 skits :
uyu vengai mega
2026-08-29 16:26:30
2
nyasha.official13
Mako 🥰 :
song iyi yatoiswa paAi
2026-08-29 14:06:34
1
givemore.sithate5
Givemore sithate :
Amen 🙏 amen 🙏 amen 🙏💖💖💖
2026-08-27 18:05:06
1
user92936991863231
Sniper @ :
ichokwadi here chandinoona apa
2026-08-27 20:46:32
1
cassimmaulidi603
[email protected] :
zvinokudzwa
2026-08-28 14:58:43
2
user6134672683667
Mancue 🌹👌💚 :
nherera neshirikadzi dzichitambura ma street kids ma vulnerable avawani rubetsero
2026-08-27 14:42:26
1
endgret
endgret :
Ndinemufaro baba nebasa rakanaka randakaona pachirimhanzu baba wedu baba Mose,baba Owen,nevamwe wese tisingasiye mukuru wemazuva ndinotenda shungudzangu pandinouya ndoda kutenda nekuimba chete mambo kwavari kubata kwamwari ndimadzibaba Prince Rangishoni pamutare riverside rengoni Endgret
2026-08-31 10:10:10
1
To see more videos from user @johnthemaster470, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About