You are right my brother order yakakosha and l have realized my family thought ndinodada or kuda zvinhu .Before l got married ndichigara nevabereki ndairamba kumwira drink mu cup ye tea ini ,ndaitoda a glass but pple mistaken me nekudada ..Infact ndine ma standards when it comes to my life ..Ma plates angu akatosiyana from pasta to soft porridge.Recently a friend of mine visited and she was ahhh plate iyi yakakurisa mind you I plate ino cover kana wabika seven colors kuti chikafu chisa ite over crowded.. Whenever kana ndichidya l serve my husband and l with a tray ..l bought different types of trays from small to large ,,,small ndino server drinks ,tea and biscuits handitogone kusashandisa a tray ..Zvakawandisa l thank God mataura this topic because vanhu vanotofunga kuti ndinoda zvinhu .
2026-08-27 15:05:32
26
mai chichis :
Todzidza everyday thank you 🙏
2026-08-28 06:58:11
1
Consolata :
my brother makafita kushusha chete
2026-08-27 17:02:03
20
Tanaka Kuchi :
Very True though
2026-08-28 04:25:23
1
masu :
good teacher.
2026-08-27 11:41:41
1
Thabs :
unotaurisa
2026-08-27 11:13:45
11
user725220072816 :
Well said
2026-08-27 16:57:16
1
patie :
munodzidzisa zvemyu mukoma 🤣🤣🤣 🤣🤣🤣🤣 🤣🤣🤣🤣
2026-08-28 09:17:36
3
Lasting Perfection creations :
chokwadi chinorwadza.😂
2026-08-28 09:47:47
2
Erica Ngandu :
nhaka tinodzidza pano tikaita order gore rino
2026-08-27 10:49:31
23
Bee :
Thanks a lot bro
mandibata pachibage chakagotshwa mtown apo
ndenge ndichida kudya chichipisa asi
ini ndinosvotwa neteam rinotsenga dandy muchurch hiii imi wee
2026-08-27 14:59:35
6
Pee 🔥 :
ichokwadi mukoma zvinondibhowa ini handna hangu mari bt order ndinayo
2026-08-27 14:41:25
5
Mai Charmaine :
ummmm uyo ngaasanyepera kukurira kumusha ndookunotorine order yese manje ndookwatakakurirawo nesu mhanj
2026-08-27 10:43:33
5
panashedzirutwe79 :
ummmm yaaa rambai makadaro bro ndadzidza ini, l will follow you evry tym🥰
2026-08-27 12:12:13
6
Johnloina :
but bhudhi munoziwa here kuti zvinhu zvamataura zvine calling saka musazorega kudzidzisa munhu pfungwq dzamunadzo imi handidzo dzimemunhu vese asi pandinoona pakashata kuti munhu vacho haadi kudzidziswa ndopanonetsa vamwe varikukura vachiitirwq zvese nemamaid so ngazvisqzokushamisei kana achiposhera poto nesadza dont give up to teach your lover mumwe kusatoziwa
2026-08-27 09:10:42
8
BarbaraChikomwe :
Vadzidzisei mkoma
2026-08-27 19:23:13
1
Lyn waSwits🥰 :
Pamberi neorder aaah.
2026-08-28 06:48:21
1
Conilia Haisoswi :
kkkk ndaseka nhasi
2026-08-27 18:32:17
1
Flora Hlungwani :
Shuwa pane vamwe vanhu vasina kurongeka ukapinda mumba make unomira hoo chaiko ndazoseka patea apo kkkk
2026-08-28 09:22:45
2
To see more videos from user @yandisabsnnkabane, please go to the Tikwm
homepage.