original haite izvo ndine s23 ultra kubva 2023 upto now hainakumboita prblm yenetwork
2026-08-27 14:11:41
70
K Lee Tjay :
Haiwa inenge iri fake iyi musanyepe Amana original haina kana problem 4 years now
2026-08-28 15:21:22
31
@robbiemtk :
mafake ndozvanoita or marefurbished original hayitee izvii
2026-08-27 18:47:49
7
i2klabantwana :
iPhone users let’s gather here tisina problem ne network
2026-08-31 04:06:56
9
MALUME WAMA 2K CHUCK.T :
yangu irikuzviita😭😭
2026-10-18 05:18:27
0
Ntate Mogolo :
The challenge is ukuda kutenga S22 tiri muna 2026. Vakatenga S22 muna 2022 or 2023 dzakanga dzichiriko. Dzasara mu market ma refurb or zvidhuura zvaunokona zvakanzi boxed.
2026-08-28 18:02:37
9
M.I.Curtains :
ko inoramba kuita software update inogadziroka
2026-08-27 13:18:47
7
Certified Loner🫡 :
ndine s21 ine same problem iyoyi
2026-08-27 19:08:37
5
Sean :
nema note 20 fty
2026-08-27 13:54:00
0
babakyle5 :
hiiiiiiiiiiii mwari ndozviri kuita yangu s22 mwari am in Gweru ndodiiko
2026-10-09 02:39:17
0
Nigel :
zivai vanhu vekutengera chete😂
2026-09-25 19:24:12
0
Smart Furniture :
how much s22 ultra network problem
2026-08-30 06:46:13
0
ž-ĥ-ø-ð-æ :
saka imarii note 20 ultra yangu ikunetsa
2026-08-28 14:57:53
0
Be patient all the time :
hapana nezve phone
2026-09-10 08:34:55
0
₮ØØ ȻØⱠƉ :
Ma fake
2026-08-27 21:16:29
0
St, :
ko iPhone 13mini
2026-08-28 16:36:50
0
clemence Tanaka :
muno wanikwa papi ini ndine s22 ultra ikunetsa camera
2026-08-27 20:16:26
0
Mallo Themambara :
s21 ikunetsa network imarii kugadzira
2026-08-27 20:14:38
0
dee :
phone number please
2026-08-27 19:09:48
0
SirMacDee :
yangu Samsung yakunetsa network sure, ndokuwanai kupi uye how much?
2026-10-08 13:30:25
1
Tamupiwa Chatora :
problem is you're expecting to buy a "brand new" S22 in 2026
2026-09-23 05:10:19
2
melree :
ini ndine S22 hainetsi network but haichengeti moto
2026-09-30 14:46:21
1
BELLINGTON MUSHONGA :
iyo s22 ultra yemuBox mukuiwana kupi 🤣🤣🤣🤣🤣
2026-08-28 14:45:19
0
freebz :
ko fon irkuraba password samsung
2026-09-22 00:35:53
0
@munyah HKD :
your #
2026-08-27 18:27:59
0
To see more videos from user @manexcpr, please go to the Tikwm
homepage.