@drchaxyofficial: varoyi vedzinza

Dr Chaxy Official
Dr Chaxy Official
Open In TikTok:
Region: ZA
Friday 28 August 2026 21:21:55 GMT
45561
2090
199
494

Music

Download

Comments

cherry_babes_zim
mbizi mkuru(kikie) :
my father is the person you're talking about😳
2026-08-28 22:52:08
41
najaydante
meloe :
ini ndakatorota ndichida kuudza hubby zvandiri kuona mumusha mavo haa ndikavharwa zvichinzi unoparadza mhuri.apa muroyi ndiri kumuziva hangu
2026-08-29 06:05:03
17
juwelz5
God’s spoilt Brat :
My whole family hapana anotaura neumwe, hondo yega yega💔
2026-08-29 11:12:18
15
user090585995
Delly :
My family situation right now Lord have mercy
2026-08-29 09:07:18
10
adrianayanna04
Mawaya💞 :
Ndiise mugrp here
2026-08-29 06:21:54
8
user341297029057
moyo123 :
Ndaona kuti ndiyo situation ine vazhinji pano, Mwari vekudenga vakutungamirirei zvifambe zvakanaka
2026-08-29 18:04:41
4
precdz
Deezat :
haaa zviriko. mumusha wandakabva first born muroyi chaiye.
2026-08-29 14:26:49
4
florencechatadza
AfricanQueen ChiheraMpofukazi :
Ichi chinoda kuyiswa pa WhatsApp status
2026-08-29 17:29:20
3
bettykataz7
Betty Kataz :
my father's side ,munhu wese ave mazvake mazvake
2026-08-29 16:35:04
3
knowledge.makoni
Knowledge Makoni :
story of our family
2026-08-29 04:53:41
2
lindsay.nyagura
Lindsay Nyagura :
haaaa ichokwadi zvirikuiti kumba kwedu haaa tikango taura zvema kuva hatichatoraura tese
2026-08-29 07:53:50
2
phillipmawonde
Brafigs :
I thought ndekwedu chete😳
2026-08-29 08:29:13
1
user125267294460
Chiedza :
heyi my situation right now ndoronga kuty tigadzirise maTombstones avana mbuya naSekuru .sekuru vakashaya tisati tabarwa.l was ready to kutakura all the expenses. hadzvadzi dzamai dzakutondituka kuti vatiendera mberi .pakashata zvapo
2026-08-29 11:01:53
2
bongieprecious.nc
BongiePrecious Ncube :
Thanks brother plz speak English thanks
2026-08-29 19:33:50
1
mwanawamaposa7
mwanawamaposa :
veduwe ndarota ndine kasha debuted,but handisvute bute at all
2026-08-29 06:38:28
1
lavendermpala73
lavendermpala0 :
Nyaya APA haisi pakugadzirisa makuva chete, but in everything, kungoda Kuti muungane muite chete as a family haaa hazvibude.
2026-08-29 12:56:12
1
caroline.mhike90
miss carol :
zvaizvezvi mhuri zhinji same situation bro nhubu tatambura nadzo
2026-08-29 12:59:52
1
miss_bree15
Bree♡♡ :
are you talking about my family 😳
2026-08-29 05:22:28
1
shiegray1
Shie :
@user51508030516595 come and hiye yiii hiye yiiiiiii
2026-08-29 10:20:20
1
user2335108157743
Tasha :
Marevedzera changamire nekuti ndikuzviona ndozvirikuitika kwedu
2026-08-28 22:39:09
1
user6181790612910
shingie mjv :
amen pamashoko yenyu mkoma
2026-08-29 04:47:05
1
noah.makavi
Noah Makavi :
zvakaoma redu dzinza zvakaoma
2026-08-29 04:44:04
1
user2335108157743
Tasha :
Ndoda kuzotsikira kudare changamire ndahwarara
2026-08-28 22:39:42
1
legendoc1
Legend :
Ko Septemper haaite kugadzirisa here?
2026-08-29 04:35:14
1
tinasmoiqim
Tina wa sucrose :
taurayi ichokwadi ichocho
2026-08-29 03:40:13
1
To see more videos from user @drchaxyofficial, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About