@zbcnewsonline: CHIVHU ACCIDENT: Bereaved relatives of the African Apostolic Church (Mwazha) members killed in the fatal Chivhu crash have spoken out as they mourn their loved ones. #ZBCNews #ChivhuAccident #RoadSafety

ZBC News Online
ZBC News Online
Open In TikTok:
Region: ZW
Saturday 29 August 2026 18:20:55 GMT
115654
5294
302
149

Music

Download

Comments

charitykaseke781
Chiheks :
Mwari muripi use me to stop this shedding of blood,zvanyanya izvi
2026-08-30 07:49:26
1
odysseysquadtravel
Odyssey Squad traveling agency :
August ma 1
2026-08-30 09:05:09
0
iamlaurie1
TheeMrs💎 :
askana 🥺tubhutsu twe mwana broke my heart, weduwe
2026-08-29 19:29:46
22
solarpapp
solatecholdings.zw :
Senyika i think tofanira kumbobatana timbonamatire nyika yedu ,zvikuitika izvi pkuda mabvi amboshande 💔
2026-08-29 18:58:45
167
charltontatezhou
charltonzhou :
Accidents are there but Zimbabwe its a high time we stop point finguring and blaming each other and stand together as a nation to pray for our country. This is no longer normal
2026-08-29 20:10:50
17
user14130268235883
Miss E :
gore negore mwazha inotoita tsaona
2026-08-29 19:13:52
22
maryannemahofney
@Maryanne4 :
Mwari vati tidiiko 😭😭😭hatisati tarecover from Kariba incident to this here Mwari kana pane chatakadza tiregerei Ishe 😪😪😪😪
2026-08-29 18:40:03
79
siphodlodlo
#siphodlodlo4 :
rip....sorry for your loss sikhala lani 🥺
2026-08-29 20:51:11
1
shepherdmukondori4
Realman :
Ummmm very srry kune mhuri dzarasikirwa nehama dzavo zvinorwadza wena
2026-08-29 19:28:31
24
madhekedhe
madhekedhe :
I feel for the children shame
2026-08-29 19:08:39
3
drying.u
🦁🦁 :
Ndine hama dzangu 2 dzafira ipapa ndirikurwadziwa
2026-08-30 07:17:47
7
user9638107971710
tamie :
may they souls rest in peace
2026-08-29 18:32:20
8
.com.jena.jena
Graciana Nyamhunga :
Mwari haanei nekuita ma accidents it's human error, imi murikuti kombi yanga ine vanhu 27 iyo yakanzi inofanira kutakura 15 can't you see it's human error ZRP ngaiite basa not Kutaura Mwari paasina kukodzera Mwari anobetsera anozvibatsira
2026-08-29 23:14:11
11
.king04045
Oscarkingoffical@04 :
Mwari Nyaradzai mhuri dzose dzarasikirwa
2026-08-29 18:30:33
30
my.self5533
my self :
Police irikungotora marii mu road ayisikuita basa yakabva sei muno muharare kunosvika ikoko ine vanhu 27
2026-08-30 01:21:53
11
user5968787333061
Mai Evy Maggie :
😭😭😭😭😭shem sorry
2026-08-29 18:38:07
0
user407040926maitwo
mai two 😍 :
Ummm shame zvorwadza
2026-08-29 18:30:31
1
user9657719403958
The Prime14 :
pane akaromba nenyika chete, hama dzangu ngatishingei kunamata..
2026-08-29 21:47:38
5
kevinnyamu02
adiwanashe :
August haana mhosva pane honzero mutemo haisi kushanda comb inodarika ine vanhu 27 pamberi penyu zvidhiramu zvenyu ndezvei zvamuisa muroad
2026-08-29 20:39:08
5
nherudzophenias
village boy :
tinehurombo hama nechiitiko chakadai.Mwari wakunyaradzei nekunyaradzwa kunoshamisa...musazorasa kutenda nekuda kwezviitiko zvakadai 💔💔💔💔💔
2026-08-29 18:54:05
8
user4111290950404
Kikki@1 :
hii Mwari sorry kumhuri dxarasikirwa
2026-08-29 18:52:07
6
user7260175678153
bonsa :
vainda kunamata kupi nhymi
2026-08-30 09:20:28
1
emmanuelpindura47
Emmanuel Pindura :
ichokwadi zuro chaiye takapaona
2026-08-30 09:15:49
2
mukundavaroyimukundazvos
[email protected] :
rest in peas
2026-08-29 18:26:46
2
04sonofman
Revelation of Zimbabwe :
mwari havasi ivo vakonzera izvi.inyaminyami dzamonamata mumadzinza umu
2026-08-29 18:56:44
0
To see more videos from user @zbcnewsonline, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About