@admas_isheanesu: HON MP vekw Chirumhanzu vari zvekare Minister of Tourism and Hospitality Industry vakauya kumusangano wegore kwaChurumhanzu kuzotenda Development yakaitwa munzvimbo uye nekutenda Sir Wicknell nekutambanudza maoko avo vachisimudzira nyika yedu yeZimbabwe #masowe🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼 #masoweupdates #masowe #masowething #johanemasowechishanu
Admass Isheanesu
Region: ZW
Sunday 30 August 2026 04:48:56 GMT
Music
Download
Comments
~ thriller~ :
umm what a humble Mp
2026-08-30 09:06:00
4
The Great Hope Foundation ### :
How I luv mama Barbra Rwodzi as a mother ..as a sister...as a true icon to Gender Female in Zimbabwe 💕💕
Kp it up mommy
2026-08-30 18:12:32
2
braatsikitsoku :
amen tinotenda amai vanogona kutaura
2026-08-30 08:58:19
4
St John's :
kuzofitwa nenguwo chena😁😁 uniform yakanaka Fara ufarisi iwe mwana WE JOHANNE MASOWE CHISHANU🙏🙏🙏
2026-08-30 20:00:36
0
Mai munah mamo :
welldone minister
2026-09-01 07:20:12
1
Marose222830 :
chirumhanzu papi pacho.does that mean it's nzvimbo inoera or what
2026-09-01 17:04:17
1
tade_xofficial :
babra rwonzi mp wekwachirumhanzu
2026-08-30 05:06:14
3
💍♥️wifey02🫂mama joshie❤️💕 :
Lawrence weduu👏👏👏
2026-08-30 17:17:02
0
mutsa :
ko Zambia nderei
2026-09-01 17:03:55
1
Jay :
LK
2026-08-31 20:10:10
0
user9655886692344 :
amen amen amen
2026-09-01 12:12:33
0
Thulani Sibanda :
Mp wedu sheche 🥰🥰🥰🥰
2026-09-01 05:09:57
0
Cleopatra moyo :
baba mhozi mabasa hoyee
2026-08-30 13:03:26
1
comrade Gunpowder :
madzibaba mozi vekwa mabasa ndavawona apo 👏👏murume anemweya mutsvene zvake iyeyu
2026-08-30 07:19:43
6
MakaMahle Mtimande 🥰 :
Matendwa amai 🙏🏽 kutaura kwakachenjera
2026-08-31 18:00:30
0
BA MARI💵💰 :
vakagona amai vedu sheche🥰
2026-08-31 06:27:52
0
mutsa :
mom
2026-09-01 17:03:30
0
Lman'oro :
𝚊𝚖𝚎𝚗
2026-08-30 05:30:26
0
Mai Tee :
Amen mugwagwa prizzz
2026-08-30 17:25:25
1
kayoyo :
sorry kwa sorry vanhu imi,
2026-08-30 16:22:49
0
Archangel :
If liking thing things 🤷🏾♀️
2026-08-30 19:13:57
0
Jnr Vee :
tinotenda
2026-09-01 19:01:58
0
madzmummydon :
Tete vangu🙏🥰
2026-09-06 14:26:13
0
Mhamha Travis :
mp vedu vanopedza avaaa ndinotenda taanerugare
2026-08-30 18:32:19
0
Patrick Matambo :
Amen amai vanogona 🙏🙏
2026-08-30 11:52:17
0
To see more videos from user @admas_isheanesu, please go to the Tikwm
homepage.
© 2021-2026 TikWM. All rights reserved.