@usersbudlodlo: #😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔

✨️❤️✨️cee✨️❤️✨️bae✨️❤️
✨️❤️✨️cee✨️❤️✨️bae✨️❤️
Open In TikTok:
Region: ZA
Sunday 30 August 2026 08:02:39 GMT
61151
2064
488
65

Music

Download

Comments

mai.chido5
Mai Chido🌹😘 :
zvakaoma izvi[Broken heart][Broken heart][Broken heart]
2026-08-30 19:30:32
0
veroniqe39
Mambeva :
umm moyo wangu watsemuka 💔 i was involved in an accident on the 26th June same spot lost mom and auntie💔💔💔😭😭😭😭😭
2026-08-30 18:38:38
10
ellen.zihwatiktok.comell
ellen zihwa :
may their soul rest in peace
2026-08-30 18:51:52
0
urbanluxbridal
Astar :
these convoys have become very popular in Zim ...rest in peace...it's sad
2026-08-30 12:49:25
1
gamu13902
Gamu :
its so sad
2026-08-30 09:32:30
0
nomattermupita532
Ropafadzo 💞💞💞 :
haà gore rino kwafiwa shame 😭😭😭😭
2026-08-30 12:11:27
2
hilder396
hilder :
Nyika yakaromba to chapera Kufa 😭😭😭😭
2026-08-30 09:18:08
44
lizzymakohliso
Lizzy Makohliso :
apa mota dzichitengwa kwete zvekutamba ngatisvinurei vanhu
2026-08-30 08:56:59
51
leticia.mari24
Leticia Mari :
Kariba haisati yapedza kuwiga vanhu nhasi ndezvimwe haaaaa Mwari ticheukewo
2026-08-30 09:26:42
26
tipsy20192
tipsy20192 :
Mwari tinzweiwo, it's like watching a convoy of these kinds of vehicles has become a norm munyika medu. We are still trying to get over the Kariba ferry disaster 😭😭😭😭😭.May the departed souls rest in eternal peace
2026-08-30 13:22:59
20
ericanzarayebani
Erica Nzarayebani :
Mwari pindiraiwo munyika yeZimbabwe toperera mutsaona hre
2026-08-30 09:49:39
8
tanakachiyangwa0
tanakachiyangwa40 :
Mwari tiregereiwo vana venyu dzorai hasha dzenyu tarwadziwa fambai zvakanaka hama
2026-08-30 16:16:57
5
princessnyathi01
Princess Nyathi :
life soo apa vaienda ku Church zvakaoma
2026-08-30 11:51:29
4
user83239948224827
Daughter :
akaromba nenyika aripo chetezvanyanya izvi.😭😭
2026-08-30 20:19:38
2
shalomshammah7
user80355582367377 :
Marwadzo
2026-08-30 09:21:03
1
user52737354429675
pinky :
Baba vabva vandifungisa vaya vekwaMunhenzva mukadzi nevana zvese
2026-08-31 01:04:31
1
user1165097354577
mercy :
mwari dai vanyaradza vanhu vavo tega tarwadziwa
2026-08-30 12:37:33
2
user3234558557693
Tasha we city🩵 :
kuti zimbabwe tosvikq December tinayo hr 😭😭😭😭
2026-08-30 11:39:11
2
chakanetsa10
chakanetsa :
Ichurch ipi nhai
2026-08-30 12:48:09
0
mamoyo8575
Taylor :
hiiiii vakafa rinhi nhai 😭😭😭😭😭
2026-08-30 09:32:36
0
washonga3
waShonga :
vana vapera kufa veduve 💔😭😭😭 chiiko Zimbabwe 🇿🇼 💔
2026-08-30 17:10:53
2
vale154848
Vale :
Mwari ndizvo hre kuenda vatatu vatatu tazoomerwa ndiwo hre mazuva acho ekupedzisira nhai mwari
2026-08-30 09:57:19
3
agnes124g
[email protected] :
zvakaoma veduwe shuwa izvi ukaronga journey unofara wasvika veduwe
2026-08-30 09:23:30
3
angellanyakudya
angelayne :
August ayenda nevanhu vakawandisa uyu
2026-08-30 11:47:58
1
allengarwi
Kelvin :
imi ndirikumashure chii chakaiitika
2026-08-30 14:57:03
2
To see more videos from user @usersbudlodlo, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About