@tadiwadavoice35: Sekuru Sithole vanotaura zvakaitika kuti vazoite N'anga. Vanoti vese varikuzviti ana manjuzu nevekunyeba ini ndini ndakatorwa nenjuzu ndine 14 yrs

Tadiwa☆DaVoice🇿🇼
Tadiwa☆DaVoice🇿🇼
Open In TikTok:
Region: ZW
Monday 31 August 2026 16:58:12 GMT
265355
13735
602
779

Music

Download

Comments

ryanrhae7
Rhae :
ko makamboti makatora zvinhu kughana wani?
2026-08-31 19:41:39
204
pre85906
pstone :
I think his time Is up thts why he is saying everything out
2026-08-31 19:24:43
350
anodiwa143
anodiwa143 :
I feel like he now yearns to be relieved of these things
2026-08-31 18:12:41
179
kublu28
shantie :
Vakamboti vakasirwa nasekuru wani
2026-08-31 19:01:07
74
780709417s4
Nessa :
chipo aiva anacho but akazoromba my own understanding
2026-08-31 19:55:28
75
dumisanimsipadhudzafyhpr
# Mambo Dee zw 🇿🇼 :
Sekuru andisi kuti munonyepa ,pane rimwe clip mati makaita Temporary teaching 1984 handiti ?Makatorwa nenjuzu mune 14 Years 1978 saka maths dzangu dzirikuti makaita teaching mune 20 years here? 😳😳😳😳 Mandirema haiwaaa ummmmmm.
2026-09-01 06:15:27
36
bliss6078
🎀 :
ndipeiwo number dzavasithole ava[Laugh approved]
2026-09-14 07:28:56
0
popouser333236665245popo
popo :
andinei ne zvimwe zvese but president amubvise here nemushonga
2026-08-31 20:31:22
112
tinotendalebohang
Tinoè :
this guy knowing the bible zvekutodaro is a sign we need to learn the word of God ourselves and pray way more !!!!!!
2026-09-03 01:14:25
72
territorial_commander_
itaimhlanga319 :
SDA promoting n'anga and it's self 🤣🤣
2026-09-01 12:08:22
26
mimibabes73
Musikana wekuMasvingo💞💫💦 :
nezviri kuita life yangu ndikuuyako sekuru
2026-08-31 18:45:37
38
wendynyazungu76
Wendynyazungu :
Kababa kane nhema akaa
2026-09-01 03:37:28
29
tafadzwatino
Sir Matkay☺️ :
Heish 😂😂😂
2026-08-31 19:40:55
73
.c.trem
C.TREMZ :
amidst all this ..Jesus is Lord over all
2026-08-31 18:32:29
34
liltatey
ONEDON :
ummmmmm
2026-09-13 00:14:55
0
kinghumba68
king pee :
Ndonzii Praise ndri murume vaa Diana
2026-09-02 01:04:47
1
franktsuronyawiri
Magumo :
Murume uyu anonyepa. Follow him kubva kutanga. Ambotaura kuti hunanga hwakabva kuna Sekuru, akati akanoromba ku Ghana now akuti njuzu. He is promoting a church!!😊
2026-09-01 03:55:23
22
nkosiphile.sisasen
scott moris :
ko zvamaiti ndakauwana ku gana wani mmmmmm
2026-08-31 19:31:27
7
user084563712
Senzeni Moyana :
uuuumm nyange muchida mariii ko zvese izvi kuzvikumbirira kunalshe vasina nhorondo yekukundikana ivo Jehovha wehondo
2026-08-31 18:22:24
26
kidmanmediamix
Kidman MediaMix Hub🎙️ :
Sekuru vanotaura chikwadi 😁
2026-09-01 14:25:18
8
admiregasva573
Gee :
haaaa zvakwana mdara 🤣🤣🤣🤣
2026-08-31 20:59:48
10
ylady05
❤️‍🔥pee :
ichokwadi here ichi 😳😳
2026-08-31 18:02:07
10
trinity9598
trinity :
Hanzi sipo inonzi Matilda kkk
2026-08-31 18:46:28
12
To see more videos from user @tadiwadavoice35, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About