handisati ndamboona Munhu akagadzira so much good music like Aleck Macheso. The Man Is A Living Legend. The Massage 🔥🔥🔥🔥
2026-09-01 20:55:05
1
Winnie 😘 :
aaah saka ndaitoimba nhema pese apa🙄🙄
2026-09-01 09:55:09
10
josiahchigo :
in love with the song
2026-09-01 04:13:03
1
Sifelani Sayi :
Which means I was totally wrong (dambu dambu) kutotanga kuzvinzwa izvi
2026-09-01 18:10:45
4
Lady E :
Chesology🔥🔥🔥
2026-09-01 07:07:05
1
🇿🇼🌧Ice Cold🌧🇿🇦 :
baba angu weee ko ndaimboimba seiko pamarokwe dambu dambu apo 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
2026-09-01 10:40:16
2
widzola :
pavanozodero not pavanodzokera. vachidzokera kupi
2026-09-01 08:47:30
2
Tanaka :
ini ndatove musician coz pamarokwe dambu dambu apo ndipo pega pandisina kutevedzera baba Sharo
2026-09-01 20:33:04
2
voltagious :
hahaha ndaiva nema lyrics angu ndega
2026-09-01 07:12:11
2
Never Nerwange :
apa ndopaigona not now
2026-09-01 06:07:02
1
Faffy01 :
haaa pa "Marokwe dambu dambu" ndaiti "mave kuda kudaiku shuwa here vana vakatarisa", kkkkkkkk ipapo ndaiti pamwe baba vaida kurye mudodo vana vakatarisa kkkkk