Veduwe ini ndine mubvunzo. Vanhu avo varikusungurwa, Varikusungurwa zvekwadi here or it's all about kungooneswa ma problems chete. Bcoz some of the people are still in the same situation even after moving around many prophets. Ndinoda kuziva chete, not to judge anyone.
2026-09-04 12:21:06
8
Irene Chagonda :
madzitete akadai mwari ngaakomborere
2026-09-11 11:09:44
30
Chipo upenyu Makunya :
Wana Tete wakadai awachaoneki God bless Yu tetes
2026-09-02 06:17:03
32
Ester Marimo :
i don't know why pose pandofunga kana kugadzirira kuenda kuchurch uku ndobva ndangoneta.Mwari ingondipaiwo Simba .push me one day God monondisiira apa
2026-10-02 12:59:27
4
mama Matty :
Ukawana chero tete one vanenge ago une lucky baba vanoziva kufambira mwana we hanzvadzi yavo kti ipore❤️
2026-09-02 04:03:55
14
Takue :
this is my first time kunzwa ndimi idzi dzichitaurwa kumaPentecost