@bosslady_pearl: #zimtiktokers🇿🇼🇿🇼🇿🇼bossladypearl #zimtiktokers🇿🇼🇿🇼🇿🇼bossladypearl God of justice God of Mecy God of vengeance #zimtiktokers🇿🇼🇿🇼🇿🇼bossladypearl
Pasi nakettina , ummm tamusekerera zvakwana ndabatikana hangu
2026-09-01 18:59:39
1048
gorgeousN :
ndati munhu anebrain uyu wise words❤️
2026-09-01 19:06:33
1070
😍TINO😍 :
sure mwana haana mhosva ndarwadziwa ini 😭😭😭😭
2026-09-01 19:18:41
456
Tatenda :
Amai vake vanoraramira vanhu,she needs to protect her kids not everything zvino postwa Pa social media…so l blame her mom not vanhu.
2026-09-01 23:56:49
97
locah@sharoe💞 :
pane zvimwe gys zvatoiita nazvoo majokes kwete marriage yemunhu .Its an achievement to her and she is very young ..Zuro vaifara nekuti amitiswa nhac aita zvakanaka zvaipa fti ..She is very young..Doing all this in the name of content ..She is very cool ..munhu anongozviitira life yake chiii asi ..We pray it shall be well with yu and yr husband in the name of Jesus
2026-09-01 19:07:24
263
musikana waDhehwa❤👀 :
ndopega pawataurawo zvinesense since ndikuzive
2026-09-01 19:00:38
288
♡patie :
Amen
mother huyai mutore hug
2026-09-01 18:29:20
172
Teekay Morestaff :
mai vake ndovanoita zvidaro
2026-09-01 19:02:41
48
Spooky :
I pray for a marriage and I cover her with the blood of Jesus in Jesus name
2026-09-02 04:52:52
174
pinkie hove :
ndakutokufarira kutanga nhasi
2026-09-01 18:36:01
143
Mangwenya :
Bosslady Mirai nafifie pliz bosslady you are a good mother and l love you 😭😭😭
2026-09-01 21:01:55
100
melody🫧💋 :
imagine some people are just toxic
2026-09-01 18:27:30
144
Faith Shawarira :
thnks for being honest mother washandiswa naMwari
2026-09-01 18:30:14
138
lindiwe ndlovu :
Motherhood is proud of you
2026-09-02 08:42:47
50
Sharon Dongo 🫧 :
Thank you!
2026-09-02 14:17:05
25
Pamela_nyarie :
Yooh and most people that are in this are mothers
2026-09-01 20:37:10
142
Bule 🇿🇼🇿🇦 :
ende ndabva ndabatikana
2026-09-01 21:21:27
34
RUE :
Mhmmmm Pasi naKettina shuwaaaa
2026-09-01 20:00:56
100
hellenrmt🇬🇧 :
imagine and thanks for saying it loud apa mwana aroorwa zvakanaka nemukomana wezera rake haana waatorera murume haana imba yaaputsa wotoshaya kuti saka problem iri papi let the girl enjoy her marriage please
2026-09-01 21:25:00
87
Queen lee :
tinokutendai nemunamato sisi mwari havatinyadzise chokwadi vanhu ngavanyare vasiye mwana
2026-09-01 18:57:33
62
Sikhaz :
and jealous racho harina kana remorse. people are very jealous. even mai vacho vakatadzira ani.
2026-09-01 19:53:36
47
Jah lady # Praise Baloyi :
mhosva dzangu hadzinei nevana vangu.gara zviya I song yani zviya
2026-09-02 05:26:45
44
MeloeMusa🥰🥰 :
Sei ndakanonoka kuku follower
2026-09-02 16:26:54
10
To see more videos from user @bosslady_pearl, please go to the Tikwm
homepage.