@prophetessckc: Wise advice kumadzimai mukugarisana umu💃🏽 1. Kugarisana nevamwe mushe is just minding your own business & kuziva pekugumira chaiko. 2. Gara mumba mako kuti upfuurwe nezvakawanda zvisinei newe.. 3. Mukadzi wese bvuma kukundwa hauite problem nemunhu.... 4. Medza godo usaite godo nemunhu ndopanobvira makuhwa nekuroya. 5. Usakumbire kumbire zvinhu zvevanhu, pakugarisana unoitwa nyaya nevamwe ufunge. 6. Dzidza kuti chawataura nemumwe or zvamataura nevamwe ngazvigumire ipapo 7. Usaite full of I know mukugarisana, vanhu vanodzamara vobhowekana newe 8. Usapindire nyaya dzausingazive, zvausina kuudzwa kureva kuti haunei nazvo saka siyana nazvo 9. Munhukadzi usade nyaya kunge news reporter zvimwe zvokuzvimbira mangwana 10. Kana uchiroja usajaire kushandisa zvisizvako, pakugarisana mukadzi dzidza kutenga zvikorobho zvako, mitsvairo yako, mabuckets ako, madish nemapegs ako. Ukadaro hauite dambudziko nevamwe coz hondo dzinotangira pakutora mapegs wodzosa akashota makutotadza kuwirirana 11. Muhupenyu usabate fon yemumwe munhu nomatter how powerful in position you could be, mind your own business Ndinovimba Madzimai muchabatsirika👏🏽

Prophetess Caroline K Chari
Prophetess Caroline K Chari
Open In TikTok:
Region: ZW
Wednesday 02 September 2026 04:36:36 GMT
2202
124
7
0

Music

Download

Comments

ashumba111
ashumba111 :
Tadzidza thank you, its these little things
2026-09-02 04:42:41
0
user3190793617381
user3190793617381 :
Nice mom makachena. Ndinokudai zvakanyanya munodzidzisa. God bless you
2026-09-02 04:50:48
1
kwintyra
kwintyra :
🥰
2026-09-02 07:49:16
0
memebosslady16
memebosslady1 :
🥰🥰🥰
2026-09-02 04:54:58
0
emilyelsie123
peerugs :
🥰🥰🥰🥰
2026-09-02 10:30:34
0
To see more videos from user @prophetessckc, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About