farai wo neni ,,,was opted for a Cs coz i was 41+5 weeks ,i rejected vakandisiya vese vakati hameno ,i asked to be induced cz ndaive ndatoendeswa neAmbulance nhumbu ichiramba kurwadza vakaramba en another doc akazoti muInduce cz my belly was too big ..after 7 hours of taking mushonga wacho ndakatanga kunzwa pain n in 15 mins ndakapona mwana wangu mukomana 4.5kg naturally no stitch
2026-09-02 17:53:40
28
Inuka by Benina ,Hannah :
ehe kakuchemerera ndikako chaiko hahahahahaha
2026-09-02 10:10:15
22
Almighty :
Mwari ndaakumbodawo mkomana ndimbonzwa kut back pain inodii
2026-09-02 10:13:35
8
𝓨𝓪𝓼𝓶𝓲𝓷🧕💕 :
Abeg leave the phone and massage her properly 😭🤣
2026-10-25 10:13:00
2
Hilda Marowa :
mavaudza here kut pazvakapinda napo ndopazvichabuda napo 😂 wish you safe delivery sis
2026-09-02 17:03:55
1
vane Babes :
haaaaa ndichazvara hre ini muchindiratidza kti zvogwadza kudai
2026-09-02 07:50:25
17
Manyoni :
inini uku andidzoke
2026-09-02 09:43:01
1
her❤️🌹 :
kasound kacho kanofanana futi nekamwe kaye
2026-09-08 18:57:48
0
tafadzwa :
ava ndovanonzi anadaddy not murume thank u for the support u showed ur gal
2026-09-03 15:14:38
3
zoebabe :
pain iyoyo ndoiziva .....our wife is strong lol
2026-09-03 20:21:24
1
masibs56 :
haaa ini ndajazvipedza iiiiiii pain iyi ma1
2026-09-02 11:14:36
3
shamiebabe😘 :
veduwe motiita tifunge zvisizvo aaah😅
2026-09-05 12:02:09
1
Mama triple T. and. M :
Be strong girl God is in it 🙏🙏🙏
2026-09-11 07:55:26
0
Abie :
the pain is real
2026-09-02 18:03:15
1
mama juju💖❤️🙏 :
musatambe blnelabour amana
2026-09-08 21:49:35
0
Ivainashe 🥰🥰 :
😂😂😂😂😂😂😂 iiiiii iyi nyaya iyi kkkkkkkk handidzokere iiiiii
2026-09-02 08:43:19
0
Mamakikie💗 :
pain yacho haijairike zvayo 😂🥰
2026-09-02 14:46:33
1
Masivanda :
askna
2026-09-03 08:45:01
0
queen gee :
thats sweet future husband azondiitawo 🤣🤣🤣
2026-09-03 03:08:52
0
puckc :
ry
2026-11-03 04:14:27
0
mai moyo :
apa ndine mwana ane 3months ndkutoona kt ndine nhumbu ft ummmm
2026-09-08 18:19:38
0
* :
Veduwe motiratidzirei behind the scenes
2026-09-02 08:35:38
0
Your Majesty :
so lovely
2026-09-07 03:56:50
0
critalinachabane :
hey !i am so sorry my dear🤦but don't worry she will be fine by the grace of you 🙏🫂
2026-09-02 08:58:14
0
To see more videos from user @kalonga064, please go to the Tikwm
homepage.